KwaunobvaDuramazwiPpfuchu

Duramazwi

pfuchu

Zvinoreva

Mashoko ekuzvininipisa panguva dzerurama.

1

Mashoko ekuzvininipisa panguva dzerurama.

Kuti pfuchu kusura kusina mhere mhere kunozongozivikanwa kuti kwaitika nokunhuwa kwakasimba.

Bvuchupfuchu kunhuhwa kunoita chinhu kana mweya wachinenge chaburitsa.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfuchura

Kupfuchura kuburitsa mweya unonhuwa zvisina mutsindo, sezvinoitika kana wadya nyemba kana nyimo.

Verenga

Swipe for the next word