KwaunobvaDuramazwiPpfumvudza

Duramazwi · zita

pfumvudza

-tunga

Zvinoreva

Kupfumvudza kutungira mashizha kunoitwa nemiti.

Pfumvudza mashizha matsva emiti anotunga kana chando chapera.

1

Iyi imvura yokutanga inoturuka kana mitondo nemisasa yava nepfumvudza.

2

Zvakafanana

-tunga

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfumvuma

Kana munhu akati pfumvuma anenge akagara akakotamira pasi, achinzwisa urombo.

Verenga

Swipe for the next word