Duramazwi
Zvinoreva
Kuparadzira utsi panzvimbo.
1
Kuparadzira utsi panzvimbo.
Kana zvadai tingasunganidza mapango, topfungaidza chiutsi.
Kupfungaidza utsi kuhuparadzira kubva panzvimbo pahuri kupwititika.
Kupfungaidza kutora mushonga, kwava kuisa mugwati nokuisa mazimbe, iri nzira yokudzinga mamhepo pamba kana pamunhu.
2
Kupfungaidza kutora mushonga, kwava kuisa mugwati nokuisa mazimbe, iri nzira yokudzinga mamhepo pamba kana pamunhu.
3
Kupfungaidza utsi kuhuparadzira kubva panzvimbo pahuri kupwititika.
4
Kana munhu akapfungaidzwa anenge atadza kuona neutsi hunenge hwapinda mumaziso.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfungaidziro
Pfungaidzo mushonga unokandwa pamabvunze woburitsa utsi hunonzi hunodzinga mweya yakaipa.
VerengaSwipe for the next word