KwaunobvaDuramazwiPpfungaidziro

Zvinoreva

Pfungaidzo mushonga unokandwa pamabvunze woburitsa utsi hunonzi hunodzinga mweya yakaipa.

1

Pfungaidzo mushonga unokandwa pamabvunze woburitsa utsi hunonzi hunodzinga mweya yakaipa.

Pfungaidziro utsi hunonhuwira hunobva panopiswa tumafuta kana tumashizha tunonhuwira.

2

Pfungaidziro utsi hunonhuwira hunobva panopiswa tumafuta kana tumashizha tunonhuwira.

Zvakafanana

pfungaidzo

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfungaidzo

Pfungaidzo imombe inourayiwa parufu rwemunhu mukuru seusavi hwavanhu vauya kuzomuchema.

Verenga

Swipe for the next word