Duramazwi · zita
Zvinoreva
Pfungaidzo imombe inourayiwa parufu rwemunhu mukuru seusavi hwavanhu vauya kuzomuchema.
1
Pfungaidzo imombe inourayiwa parufu rwemunhu mukuru seusavi hwavanhu vauya kuzomuchema.
Pfungaidzo imombe inourayiwa parufu rwemunhu mukuru seusavi hwavanhu vauya kuzomuchema.
Pfungaidzo mushonga unokandwa pamabvunze woburitsa utsi hunonzi hunodzinga mweya yakaipa.
2
Pfungaidzo utsi hunoshandiswa kuti maziso emunhu abude misodzi, zvikuru kana mapurisa achida kuti vanhu vanga vakaungana vachiita zvisiri pamutemo vabve panzvimbo yavari.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfungaira
Kana chinhu chichipfungaira chinenge chichiburitsa utsi.
VerengaSwipe for the next word