KwaunobvaDuramazwiPpida pida

Zvinoreva

Kana munhu mupfupi mukobvu achiti pida pida, anenge achifamba achiita nhano diki uye achiratidza kuremerwa nomuviri wake.

1

Zvakafanana

tanhu tanhu · pidiga pidiga

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pidaira

Kupidaira kufamba nhano diki kwemunhu mufupi, achiratidza kuremerwa nomuviri wake.

Verenga

Swipe for the next word