KwaunobvaDuramazwiPpu

Duramazwi

pu

Zvinoreva

Kuti pu kudonhera pasi kunoita chinhu chakandwa kana chadonha choga.

1

Kuti pu kudonhera pasi kunoita chinhu chakandwa kana chadonha choga.

Vatete: (Vakambodzokora neziso rakasara panzara) Iwe murume iwe, pu-u ndakusvipa.

Kuti pu waya kuregedza mudziyo unenge une zvinhu zvobva zvadonhera pasi.

Kuti pu kudonhera pasi kunoita chinhu chakandwa kana chadonha choga.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pu pu pu

Kuti pu pu pu kubuda kunoita furo kubva nemumomo.

Verenga

Swipe for the next word