KwaunobvaDuramazwiPpurogiramu

Duramazwi · zita

purogiramu

Zvinoreva

Uhu urongwa hwemafambiro achaita basa.

1

Uhu urongwa hwemafambiro achaita basa.

Vatauri vakatora nguva refu, saka hatina kugona kuzopedza zvinhu zvose zvaiva papurogiramu.

Dhairekira munhu anoona kuti firimu, nziyo kana purogiramu yabudiswa kana kuitwa zvakanaka.

2

Ichi chinyorwa chematanho aunoudza kombiyuta kuti itevedze apo inenge ichishanda zvinoenderana nebasa raunenge uchida.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word