KwaunobvaDuramazwiPpurojekiti

Duramazwi · zita

purojekiti

project

Zvinoreva

Purojekiti ibasa guru rinenge richifanira kuitwa richipera munguva inenge yakatarwa.

1

Purojekiti ibasa guru rinenge richifanira kuitwa richipera munguva inenge yakatarwa.

Purojekiti yedu yezvekusimudzira mutauro weChiShona ichapera gore rinouya, nekuti hatisisina mari yekuenderera mberi.

Uku ndiko kudyidzanaka kunoita kuti purojekiti irambe ichienderera mberi.

2

Purojekiti iongororo yechikoro inenge ichitarisa chero imwewo nyaya.

Sekai ane purojekiti yekuchikoro yesainzi inoda kuti anyore nezvemisikanzwa yevana mazuva ano.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

puromosheni

Kukwidziridzwa pachinzvimbo chebasa kana kududzirwa kwechinhu chiri kutengeswa.

Verenga

Swipe for the next word