Duramazwi
pwizhizha
-pwizhizhika
Duramazwi
Kupwizhizha kusuruvara kunowanzokonzerwa nekutya kuti pane zvauchaitwa pamusana pemhaka yawapara.

Mwana azviitira *tsvina mubhurugwa anongoonekwa nekupwizhizha*.
Kupwizhizha kusuruvara kunowanzokonzerwa nekutya kuti pane zvauchaitwa pamusana pemhaka yawapara.
-pwizhizhika
Duramazwi
01 / 03pwizhizhi
Kana munhu akati pwizhizhi anenge akasuwa zvekuti chero chiso chake chinenge chichitaridza kusuwa.
VerengaSwipe for the next word