Duramazwi
pwititika
misty
-mbumuka
Duramazwi
misty
Kupwititika kukwira mudenga kunoita utsi kana guruva, kana kune mhepo.
Kupwititika kukwira mudenga kunoita utsi kana guruva, kana kune mhepo.
Rupute iguruva rakawanda, kana chiutsi chinenge chichipwititika kuenda mudenga.
Kupwititika kukwira mudenga kunoita utsi kana guruva, kana kune mhepo.
Kupfungaidza utsi kuhuparadzira kubva panzvimbo pahuri kupwititika.
Kana panhu pachipwititika panenge pachibuda utsi kana guruva.
-mbumuka
Duramazwi
01 / 03pwizhizha
Kupwizhizha kusuruvara kunowanzokonzerwa nekutya kuti pane zvauchaitwa pamusana pemhaka yawapara.
VerengaSwipe for the next word