Duramazwi
Zvinoreva
Kuti pwashasha kuputana-putana kunoita vhiri kana richinge rabviswa mweya.
1

Kana munhu akati pwashasha anenge akangogara achiratidza kushaya mufaro.
2

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pwata
Kuwa pasi kwechinhu chakareruka kana kupwambuka pamatama.
VerengaSwipe for the next word