Duramazwi · zita
Zvinoreva
Puro rudzi rwedzvombi rine maziso mahombe, rinogara muuswa mudenga remba, uye rinoti rikange rarira, vanhu vanofunga kuti kungangoitika mashura.
1
Puro rudzi rwedzvombi rine maziso mahombe, rinogara muuswa mudenga remba, uye rinoti rikange rarira, vanhu vanofunga kuti kungangoitika mashura.
Mupuro rutanda rutete rwakareba, runoshandiswa pakuponda zviyo kana dzimwewo mbesa kuti dzichokonyoke.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03purofesa
professor
VerengaSwipe for the next word