Duramazwi02 / 03purizevhaKupurizevha chinhu kuchiisa mishonga inoita kuti chisakurumidza kuora.Verenga→
Duramazwi03 / 03puroPuro rudzi rwedzvombi rine maziso mahombe, rinogara muuswa mudenga remba, uye rinoti rikange rarira, vanhu vanofunga kuti kungangoitika mashura.Verenga→