KwaunobvaDuramazwiDdhinda

Duramazwi

dhinda

print

-tsikisa

Zvinoreva

Kutsika uchisiya nyora.

1

Kutsika uchisiya nyora.

Kutsika-tsika kufamba-famba panzvimbo imwe zvokuzosara pachionekwa kudhinda kwetsoka.

Kana muchidhinda machira munenge muchiisa ruvara kana kuti mavara paari.

Kudhinda pepanhau kana bhuku kuritsikisa nemishina yekunyoresa inoburitsa, mapepa akawanda.

2

Kudhinda kuonekera kwematsimba panzvimbo inenge yafambwa nemhuka. *Parwizi pambosvika shumba, ona matsimba akadhinda aya.*

3

Kudhinda kuisa rupawo muchishandisa kamudziyo kakanyorwa mazwi akacherengwa pakari. *Mudzidzisi akadhinda mabhuku nechidhindo chine zita rechikoro.*

4

Kudhinda pepanhau kana bhuku kuritsikisa nemishina yekunyoresa inoburitsa, mapepa akawanda.

5

Kana muchidhinda machira munenge muchiisa ruvara kana kuti mavara paari.

6

Kana uchidhinda munhu unenge uchimurova nezvibhakera uye zvine simba.

Zvakafanana

-tsikisa

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhindi

Kuti dhindi kurira kunoita chinhu chine mukati makashama sengoma. *Vane mashavi ekutamba vakangonzwa kuti dhindi, unoona vosimuka vachitamba.*

Verenga

Swipe for the next word