Duramazwi · zita
dhimoni
demon
Duramazwi · zita
demon
Dhimoni mweya wakaipa unogona kugara pamunhu uchimuitisa mabasa akaipa.
Dhimoni mweya wakaipa unogona kugara pamunhu uchimuitisa mabasa akaipa.
Bva kana raive dhimoni rechipfambi raive rakadzika midzi zvaro pana Noku.
Dhimoni mweya wakaipa unogona kugara pamunhu uchimuitisa mabasa akaipa.
Kuva nechakakugara kuita zvinhu zvinoitwa nevanhu vane mweya yakaipa kana madhimoni.
Duramazwi
01 / 03dhimu
Dhimu kusakwanisa kufunga kana kuona zvakanaka kunokonzerwa nedzungu kana zvimwe mweyo.
VerengaSwipe for the next word