Duramazwi
Zvinoreva
Kuti dhindi kurira kunoita chinhu chine mukati makashama sengoma. *Vane mashavi ekutamba vakangonzwa kuti dhindi, unoona vosimuka vachitamba.*
Kuti dhindindi kuwanda zvikuru kwezvinhu zvaunopiwa kana kupa umwe munhu.
1

Kuti dhindi kugarika chaizvo zvekusashayiwa chinhu.
2

3

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhindindi
Dhindindi mumhanzi une mutinhimira mukuru.
VerengaSwipe for the next word