KwaunobvaDuramazwiDdhindindi

Duramazwi · zita

dhindindi

Zvinoreva

Dhindindi mumhanzi une mutinhimira mukuru.

1

Dhindindi mumhanzi une mutinhimira mukuru.

Kuti dhindindi kuwanda zvikuru kwezvinhu zvaunopiwa kana kupa umwe munhu.

Dhindindi mafaro anoitwa nevanhu vachitamba mimhanzi.

Dhindindi mumhanzi une mutinhimira mukuru.

2

Dhindindi mafaro anoitwa nevanhu vachitamba mimhanzi.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhindiziri

Kuti dhindiziri kuwira pasi nokusvikotomukira mudenga zvishoma kwechinhu chinorema.

Verenga

Swipe for the next word