KwaunobvaDuramazwiPpachika

Duramazwi

pachika

-paka

Zvinoreva

Kana uchipachika munhu unenge uchimupa chikafu nechipunu, nokuda kwekuti haakwanisi kudya oga kana kuti anorwara.

1

2

Kana uchipachika homwe kana mumwewo mudzi-

Zvakafanana

-paka

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pachinhambo

unenge uchimanikidza zvinhu zvakawanda kuti zvikwane nzvimbo diki.

Verenga

Swipe for the next word