KwaunobvaDuramazwiPpachinhambo

Zvinoreva

unenge uchimanikidza zvinhu zvakawanda kuti zvikwane nzvimbo diki.

Kana ukaita kana kutaura chimwe chinhu pachinhambo chechimwe unenge waita chisiri icho kana kuti chitsva chazotora nzvimbo yechekutanga.

1

Usashandure mavara pakunyora, sokuti pachinhambo chokuti tsamba, iwe woti stamba.

Chishoka kufamba rwendo nemakumbo pachinhambo chokushandisa mumwe mudziyo wokufambisa.

2

Zvakafanana

pachinzvimbo

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word