Duramazwi
pachinzvimbo
instead
Duramazwi
instead
Pachinhambo.
Pachinhambo.
Zvino zvazvaive zvadai ndaive ndakutofanira kurega kuenda pachinzvimbo ichi nekuti vaitozouya kuzodongorera chete.
Kukwidziridzwa pachinzvimbo chebasa kana kududzirwa kwechinhu chiri kutengeswa.
Keni kagaba kadiki kanovharirwa nokutengeserwa zvinwiwa pachinzvimbo chebhodhoro.
Duramazwi
01 / 03pachipiri
Kana mukadzi achinzi akaroorwa pachipiri anenge ari mukadzi wechipiri pabarika.
VerengaSwipe for the next word