Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achipambira sadza anenge achisanganisa upfu nemvura, sedanho rokutanga pakubika sadza, risati ratyaka.
1

Njee chivharo chebhotorochinosungirirwa pambira kuti dzinyatsorira.
Vakapambira porridge ravo rikakwata.
Kana munhu achipambira sadza anenge achisanganisa upfu nemvura, sedanho rokutanga pakubika sadza, risati ratyaka.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pambiridza
Kana ukapambiridza gumbo unenge warisunga uchiita zvokuritenderedza, zvikuru nebhandeji.
VerengaSwipe for the next word