Duramazwi
Mazwi ane M.
3433 Shona headwords beginning with M, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 6 pa14
mbumukaKumbumuka kupfumbuka kunoita guruva kana utsi, zvichikwira...mbumuraKumbumura kuita kuti guruva rikwire mudenga richibva...mbumutsaKumbumutsa kugumha kana kurova chinhu chichibuda guruva.mbundaKana munhu achimbunda mweni anenge achimuchingamidza...mbundanidzaKumbundanidza kubata zvakaita sebepa nesimba, uchiripwanya...mbundeKuti mbunde kumbundira nekugumbatira munhu kana chimwewo...mbundikiraKumbundira.mbundoMbundo muchinjiziri unosara panenge parimwa negeja.mbunduMbundu kanjumba kanotakurirwa zvinhu, kunyanya mari.mbunduriraMbundurira ibundu rine ropa rinenge razvimbira mukati...mbuneIchi chisazitasingwi chinoreva inini pachangu kana kuti...mbungaMbunga kambuyu kadiki, kanoboora dzinde rechibage chinenge...mbungiraMbungira itsika yokungotambira zvinhu zvinenge zvaitika...mbunyikidzauye uchiita zvishoma zvishoma zvinoratidza rudo.mbureMambure.mbureteteKana chinhu chakaita sendiro chakachena kuti mburetete...mburiMburi ihove nhema yakareba ine muromo wepasi murefu uye...mburu(tuko) Mburu munhu ane utsotsi, anoita zvisingafirirwi...mburuchusiMburuchusi mudhebhe unosvika pamabvi. Vakomana vamazuvano...mburumbuKuti mburumbu kutaura sezvinonzi mumuromo makazara zvinhu...mburungwembururumbutsumbuuKana chinhu chakati mbuu chinenge chakachena zvokushaya...mbuveMbuve ivhudzi remunhu rinenge rava kuchena rakatarangana...mbuwe [mbuo]Mbuwe chibhururukwa chinowanikwa munzvimbo dzinopisa...mbuyaancestressmbuyawashaMbuyawasha ndimai vemukadzi wemunhurume anenge akaroora.mbuzvambuzvaMbuzvambuzva chipembenene chinobhururuka, chakafanana...mbuzviMbuzvi inyoka yemumvura, isingarumi nhando.mbwa mbwa mbwaKuti mbwa mbwa mbwa kudzima kunoita moto wanga...mbwambwambwaKuti mbwambwambwa kuora kunoita howa kana shamba.mbwananapuppymbwandiKana munhukadzi achinzi ati mbwandi hembe kana achigara...mbwandiraKumbwandira kugara munhu akanyatsozvivharidzira kuti...mbwarambwadziraKumbwarambwadzira kuzorera zvakaita sevhu rekudzurisa pane...mbwatataKuti mbwatata kuswera munhu akagara asina basa raari kuita.mbwazukuruMbwazukuru imombe inopiwa mbuya nemuzukuru wavakarera...mbwedzaKumbwedza chinhu kuchidonhedza pasi.mbwekaKana munhu achinzi ambweka anenge asvika panguva yekuti...mbwendeweaklingmbweraKana chinhu chikambwera chinenge chadonhera pasi.mbwerededeKana zvinhu zvakaita mbweredede zvinenge zvakaita usvusvu...mbwereketeKuti mbwerekete kugara kwemunhu mukobvu akangoregedzeka...mbwindiriKuti mbwindiri kuwa kwemunhu kana mhuka ine mhumhu mukuru...mbwindirikaKumbwindirika kufamba kwemunhu kana mhuka ine mhumhu...mbwirembwireMbwirembwire imhunga kana chibage chinokangwa, chokuyiwa...mbwirididiMbwirididi inzvimbo yakareba inenge iine madhaka akawanda...mbwirimbwindaKumbwirimbwinda kutaura munhu achikasirisa uye...me-Ichi chivakashure chechirevamwene chemupanda 18.me-eKuti me-e kuchema kunoita mbudzi.mechaKana chinhu chichimecha chimwe chinenge chichienderana...mechisaMuchina wekubatidza moto (matches).mechisiMechisi tutanda tune misoro mitsvuku tunochengeterwa...medharimedalmedhemuMedhemu izita rokukudza rinosheedzwa naro mudzidzisi...meduKana ukati medu chingwa, unenge wachitsemura kuita zvidimbu.medukaKumeduka kugurika kwechinhu kubva pane chakakura chacho.meduraKukwanisa kupwanya chinhu nepakati (to split/break).medzaKumedza kuita kuti chikafu chipfuure nepahuro chichipinda...medzwaKana munhu akanzi amedzwa nedhorobha anenge ava...meedzaKumeedza kuchema kunoita mbudzi.megedmergedmejaMuchiuto meja musoja ane nyembe iri pamusoro pakeputeni.mejasitiritimagistratemekapuKana munhu achinzi akaisa mekapu kumeso anenge akakupenda...mekisiMekisi chinhu chinenge chichibvumiranwa nezvacho...MekisikomexicomembaMunhu ari muchikwata chimwe chete (member).memedzaKana munhu amemedza doro kana chimwe chimwiwa anenge...memeteKuti memete kuunganira kunoita nyuchi kana masvosve pane...memetedzaKumemetedza mugomo nechibage kuuzadza zvekusvika pamuromo...memetekaKumemeteka kuzara chaizvo kunoita chipimo, sekuti chezviyo...memeteraKumemetera kuzadza zvinhu mumudziyo kusvika zvaenzanirana...memetereKuti memetere kuzadza zvakaita sezviyo kana chibage...mendaKana munhu achimenda chinhu chakafa anenge achichigadzira...mendenenziMendenenzi imari yekuriritira vana inofanira kupiwa...mendurumedalmenejamanagermenemeneMenemene munhu anoutsotsi uye aine mazwi anotapira...mengoMengo muchero unotapira, wakabva kuIndiya, unoti kana...menisiparatiSangano revakuru vemadhorobha (municipality).menoMabudiro emashoko panguva iyeye (teeth).menyapeelmenyanaKana vanhu vachimenyana vanenge vachirovana zvakasimba.menyenguKuti menyengu kumenya chinhu uchibvisa rukanda rwepamusoro...menyereKuti menyere kunzvenga munhu kuti asakuona.menyumenumenyukiraKana munhu achinzi akamenyukira zvinoreva ganda rake...mepfuKuti mepfu kudimbura kana kuruma chekudya chakanyorovera.mepfuraKumepfura kudimbura chinhu chakanyorovera, chakaita...mepumapmeragerminatemereraKumerera kubuda tumapundu paganda kunoita munhu ari...meridhiyeniMeridhiyeni mutsara wekufungidzira wakarurama nepakati...meruniMeruni ruvara rwakaita sorweropa rakagwamba.mesenjaMesenja mushandi ane basa rekusvitsa mashoko kana tsamba...meshiMeshi mauswa akanyorovera anoiswa munokandirira huku, kana...mesoatungwaKana munhu achinzi ndimesoatungwa anenge ane maziso makuru...mesomesoKuita mesomeso kuchiva vakadzi vakawanda kunoita varume.meteteKuti metete kunyura kunoita chinhu chakaita sepfumo...metiMeti chijira chekugadzikira ndiro dzechikafu patafura.metiresimattressmeyamayormhamhadzaMhadza itsika yekubvutirana kana kumhanyirira kutora zvinhu.mhakaguiltmhakatwaMhakatwa ndechinomera nepadivi pezvakamera kare...mhakoMhako inzvimbo yakadzivirirwa nemabwe yakaita buri...mhakureMhakure rudzi rwenyoka ine musana wakatsvukuruka nedumbu...mhambamhamboMhambo ihuku hadzi yakamboita zvitiyo.mhamhidziroPakugova zvinhu mhamhidziro ndezvinozopiwa munhu mushure...mhamhidzirwaexaggerationmhan'ara [-mhangara, mangara]Kana munhu achimhan'ara mhosva kumapurisa anenge...mhan'ariraSuemhandaMhanda kupopotedzana nekurwa kwevanhu pamusaka pekutadza...mhandambaMhandamba imombe ine mazinya-nga akareba.mhandamidziMhandamidzi imari yaunopa kun'anga, uchibhadhara mushonga...mhandapandaKana vanhu vakaita mhandapanda vanenge vatiza...mhandaraadolescentmhandarukokoraKana munhu akafuka jira akaita mhandarukokora anenge...mhandeMhande kumucheto kwemucheka kwakapeterwa mukati kukasonwa.mhandiMunhu anotungamirira pashango (scout/tracker).mhandikoPane zvokuvaka, mhandiko ndipo panosangana zviziro...mhandireMhandire muguri wechibage chakaoma, chinowanzokangwa.mhandokindmhanduadversarymhandwaMhandwa idoro remhunga rinenge rakabikwa zvakanaka.mhandweMhandwe kabundo kakabumba pasi kanoita nemaruva matsvuku.mhangaMhanga idoro rinenge ravira, ramirira kudirwa masvusvu...mhangamiMhangami munhu akachenjera, anogara achida kuona kuti...mhangocavitymhanguraoremhangwaMhangwa ihavi huru yokuda kudya tunovavira mumuroro.mhangweMhangwe kamhuka kemusango kanofamba usiku kane nzeve...mhaniMhani kapukanana kanowanikwa mumakwande kana pasi...mhanjeMhanje munhukadzi kana mhuka hadzi isingabereki.mhanyafranticmhanyidzanaKumhanyidzana kuita mhindu dzokukasika kusvika kunhu...mhanyiraKumhanyira kuita chimwe chinhu nokukasika nguva yachanga...mhanyiriraKumhanyirira kuita chimwe chinhu kuchiita usati...mhanyisaacceleratemhanzabaldnessmhanziMumhanzi.mhapaMhapa inhembe yeganda yaipfekwa kumberi nevakuru vakare.mharagazellemharadzaMharadza ihari yedoro yokupedzisira kunwiwa panhimbe kana...mharadzamusasaIchi chiitiko chekupedzisira pane zvimwe zvose zvanga...mharadzanointersectionmharadziMharadzi munhu anokonzera kusawirirana pakati pevanhu...mharakutaMharakuta imhuka ine rukanda nemavara zvinoyevedza. Mbizi...mharaparaantelopemharapateMharapate idoro rematanda rinobikwa norukweza.mhararanoforkmharariraMhararira imhunze dzembeu dzinorasika-rasika pakupondwa...mharauroMharauro ijira rinosungwa nevakadzi kana vachiita basa...mharegallantmharekadziMharekadzi munhukadzi akashinga uye anozvipira kufa kana...MhariMhari ndechimwe chezvidao zvevaira shumba.mharidzosermonmharuparuIyi ndeimwe yenhungo ina dzinotanga kuumbiswa denga...mharupwaMharupwa muchero wakaita kunge nhundurwa unowanzowanikwa...mhashulocustmhasuruTsandanyama.mhaswaintersectionmhataMhata mwena uri pamuviri wemunhu, unowanikwa pasi...mhayoMhayo rumuti rwakatatesvera runoshandiswa kubaya chero...mhazairaKumhazaira kumwaya munhu nemadonhwe akawanda echinhu...mhazhikaKana upfu hwakamhazhika hunenge hune mabande makuru.MhaziMhazi izita rinodanwa naro vamwe vanhu vemutupo weshumba.mhazoMhazo kupopotedzana nekurwa kwevanhu nekuda kwekutadza...mhecheMheche inhengo yemuviri yemunhukadzi inobuda nayo nemwana...mheduMhedu zvidimbu zvinobuda kana ukatsemura kana kugura...mheduraKumhedura kuvhuna nokumedura chinhu kubva pane chimwe...mhedzeredzwaIri idanho rekupedzisira pabasa rinenge richiitwa.mhedzisiroconsequencemhedzisoconclusionmhembaMhemba imhando yevhu rakacheneruka, rinodzuriswa mukati...mhembereMhembere imhepo inobva kuchamhembe ichienda kumaodzanyemba.mhembererocelebrationmhemberoanniversarymhembwanaMhembwana mwana wemhembwe.mhembweMhembwe imhuka yemusango yakafanana nembudzi inowanzofamba...mhemha mhemhaKuti mhemha mhemha kufamba-famba panzvimbo...mhemhairaKumhemhaira kufamba kwemunhu ari kushaya zvekuita.mhendashureMhendashure chidavado chevanyori chokutanga nezvakaitika...mhenderekedzoseashoremhenderoMhendero ndiko kunenge kuri kumapeto kwechimwe chinhu.mheneMhene imhuka yakafanana nemhembwe asi iyo yakati...mhengenuroMuchina unodzvirira ruzha.mhengeramumbaMunhu anonzi mhengeramumba anenge achiita zvekunge...mhenhuKuti mhenhu kudambuka chidimbu sezvingaite hari isina...mhenilightningmhenyaMhenya musikana akanaka chaizvo pachiso.mhenyulivingmhepoairmherescreammherehwaMherehwa imhuka ine ruvara rwuri pakati pekusviba...mherekaMhereka ndezvinobviswa nababa, vachidzosera mwana wavo...mherekamusanaUyu mutambo wevana vadiki wavanotakurana vakapanana...mheremhereuproarmherepeteMherepete imhuka inenge iine dehwe rine manyerekete.mherevedzoMherevedzo kuita kana kutevera maitikiro echi nhu kusvika...mhesaMhesa mudziyo wese unenge wakapinza chaizvo. Usatamba...mhesanojunctionmheseroMhesero inzira yokutaura wakavanza chaicho chaicho chauri...mhesviMhesvamukono.MhetaMheta izita rinodaidzwa naro vanhu vemutupo weshato.mhetamakumboUyu munhu ane urema hwemakumbo hunokonzerwa nezvirwere...mhetenecklacemheterwawhistlemheturaMhetura rudzi rwenjiva inochema ichiita kunge munhu ari...mheyaKana munhu kana chinhu chichimheya chinenge chisingaremi...mheya mheyaKana munhu achifamba achiti mheya mheya anenge...mheziMhezi chirwere chamapundu anovava anoti akakwenywa...mhezi yavavira mumwoyoKana munhu achinzi ane mhezi yavavira mumwoyo anenge ane...mhiKuti mhi kusimudza chinhu chakati kurei kana kuti...mhidigariMhidigari kumira nemusoro munhu achizopedzisira apidiguka...mhidzaKumhidza kusimudza chinhu chakakura kana kuti chinorema.mhikooathmhikuKuti mhiku kusimudza chinhu nokukasira nechisimba.mhikuraKumhikura kusimudza nokutora chinhu nokukasika.mhimhidzaKumhimhidza kusimudza nokutakura chinhu chinorema...mhinaMhina ipfumo rine musoro wemuti, rinoshandiswa pakubaya...mhindepindeMhindepinde kungoenda mumba kana pane imwe nzvimbo zvisina...mhindiboshweMhindiboshwe munhu anoshandisa ruoko rworuboshwe pakuita...mhindiraMhindira munhu anonzi anhurume anokwanisa kupinda pasi...mhindiriraMhindirira musiyo uri memba unoita kuti munhu apinde kune...mhindoMhindo kusviba kukuru kunenge kwakaita kunze, kusina...mhinduusurymhindupinduDKDK z 10. 1 Mhindupindu injere kana utemo unofanirwa...mhinduroanswermhindyaMhindya rutanda nekamukosi kanobata riva kuti rimire...mhingaidzoobstructionmhingamupinyiIchi ndechi-nokanganisa zvinhu kuti zvisafamba zvakanaka.mhingepingeMhingepinge kupindana-pindana nekumonerana-monerana...mhingoMbereko.mhinhaMhinha chitanda chine fundo mberi chinosungirirwa mberi...mhiniMhini imhuka ine kamuswe kapfupi kana kuti muswe...mhinonosemhinzamumbaritualmhinzoMhinzo mashoko ekutanga panhoroondo yenyaya.mhipiMhipi rudzi rwekamhashu kadiki kasingabhururuki uye...mhiriabroadmhiri kwamakungwaUku kunyika dziri kure neyaunenge uri kutaura nezvayo...mhiri kwemakungwaoverseasmhiribidiMhiribidi kurwisana nedambudziko rakasimba kuti ripere...mhirimoMhirimo ihari huru inochengeterwa doro.mhiripiripepper

