KwaunobvaDuramazwiM 5

Duramazwi

Mazwi ane M.

3433 Shona headwords beginning with M, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 5 pa14

mavitaminivitaminsmaviviMavivi matutu emasanzu anokuhunwa mumunda anenge akamirira...mavokoMavoko inhumbi dzamai dzavanenge vachizvishandira voga...mavondeMavonde chaunga chevanhu vakawanda chaizvo.mavovoKana munhu achinzi ane mavovo anenge achikasira kuchema...mavovondeMavovonde munhu anomwa doro chaizvo uye asingasarudzi kuti...mawasimultaneousmawaraKana munhu achinzi ane mawara anenge achiita zvinhu...mawedzereMawedzere munhu anotaurisa achiisa netumwe tusiri munyaya.mawerecliffmawiraMawira kutsigirana kunoita zvinhu zviviri kuti zvisawira...mawiraungaKana ukaita mukadzi mawiraunga unenge waita...mawiriranoUku kupindirana kana kunzwanana kunoita vanhu.mawodzanyembanorthmayadhiMayadhi inzvimbo inogarwa nevanhu vashoma, ine dzimba huru...mayanikazvoseKana munhu achinzi ndimayanikazvose anenge achirapa...mayavoMayavo ibundo rakasimba chaizvo rinogadziriswa mutsvairo...mayazi(manje) Kwete.mayunitsiMayunitsi zviverengeso zveurefu, uwandu kana uremu...mayunivhesitiuniversitiesmazaieggsmazakwatiraKana munhu achinzi ane mazakwatira emari anenge ane mari...mazambiringavintagemazambiyaMazambiya rudzi rwamaruva ane mashizha aka-mazanabroodmazana emakorecenturiesmazangwaMazangwa idende rinonzi rinotaura, seriya rinoshandiswa...mazanoproposalsmazarirwaKana munhu ane mazarirwa anenge ane chirwere chekutadza...MazaruraMazarura chidao chevaera Shava vanonzi havanyimi.mazavaniMazavani mushonga unoshandiswa pakuchenura nhumbi dzomufi.mazazananaKana vanhu kana zvimwewo zvinhu zvichinzi mazazanana...mazembeMarasha.mazembeneMazembene inzvimbo ine uswa nemiti mizhinji, isingapindiki...mazemberaUku kutaura nezwi gobvu kunonzwika nemunhu ari kune imwe...mazen'eMazen'e zvimaratarata zvinenge zvakasa-mazhambeMazhambe munhu anogarochema kana kudaidzira pasina nemhaka...mazhataMazhata vanhu kana mhuka dzakawanda chaizvo dzinenge...mazhazhateMazhazhate munhu anonyanyotaurisa, asingapiwo vamwe mukana...mazhouMazhou idoro rokutema makwenzi mumunda uri kugadzirirwa...mazimbeMazimbe marasha emoto anenge achipisa kana kuti adzima...mazindaMazinda mweya yakaipa uye inokanganisa ugaro hwemunhu.mazingalevelsmazinodentalmazisoeyesightmazitanamesmaziviroMaziviro ipfungwa dzaunenge uinadzo pamusoro pechimwe...mazondeMazonde ipfuma yomumwe munhu yaunodya asi usina...mazondohoofsmazorodzeMazorodze chinhu chinounza runyararo mushure mematambudziko.mazororoholidaysmazoweMazowe imhando dzezvimwiwa zvinogadzirwa nemaranjisi...mazundeMazunde munda mukuru chaizvo unorimwa nomunhu mumwe chete.mazunzaMazunza munhu anotaura nyaya dzekunyepa, kana kuti...mazuvadatesmazuva eseeverydaymazuva oseChinhu chinoitwa pamazuva kashoma (daily/every day).mazuvanomodernmazvake mazvakeUku kuita zvinhu musingabvunzani kana kuyambirana, umwe...mazvambureMazvambure munhu anogarorova vamwe zvakasimba.mazvaperaMazvapera mukombe wedoro wekupedzisira unopiwa munhu...mazvariraMazvarira ndimai vakabereka murume womudzimai akaroorwa.mazvigonaKana munhu achinzi mazvigona anenge achigarozviona sokunge...mazviisaMazviisa munhu asingadi kusiiwa pazviitiko zvose chero...mazvikokotapaleontologistMazvimbakupaIchi chidao chevanhu vanoera Tembo chakabva pakuti vainzi...mazvimbiswaKana munhu achinzi ane mazvimbiswa anenge achikasira kana...mazvirokwazvoKana zvinhu zvichinzi ndezvemazvirokwazvo zvinenge...mazvitaIri izwi raunoshandisa pakutenda zvaunenge waitirwa...mazvizviInhengo yeruzivo rwekunze.mazvurukuteMazvurukute kuzvimba kunoita muviri womunhu mushure...mazvuunureMazvuunure imbavha inoba isingasiyi chero chii zvacho...mazwiterminologymazwi akamhan'arwaMuuvaranomwe mazwi akamhan'arwa mashoko anenge ava...mazwifananaFananadudziro.mbaMuchina unotengeswa nenzira yerubatsiro.mba mba mbaKana kunze kwati mba mba mba utonga hunenge hwatsvuka...mba [mbi]Kuti mba kubata chinhu nechanza cheruoko.mbabvuribmbadaMbada imhuka ine ruvara rwakada kuita seranjisi...mbadzak it. Kubhazhura.mbadzwaMbadzwa mabandi echibage chinenge chagayiwa asi chisina...mbagoMbago mwana anotanga kubuda mazino okumusoro, okuzasi asati.mbaimbai [mbaembae]Mbaimbai inguva pfupi inotevera.mbakumbaShangara.mbamaKana munhu akarohwa mbama anenge arohwa nemukati meruoko.mbambairayammbambandeMbambande idoro rematanda rinonaka nokudhaka zvikuru.mbambanyaraMbadi KD kanu. Mbadi izwi rinoshandiswa pakubvunza utano...mbambaraMbambara imhepo inovhuvhuta ichibva kumaodzanyemba...mbambaridzaKana ukambambaridza chinhu unenge wachisunga uchiita...mbambarizeMbambarize chirize chinowanzo gara mumakwati ematanda...mbambatiraKumbambatira kutanga kuvenga chinhu chawa imboda kana...mbambiroMbambiro chinhahno chekutanga pane zvinenge zvichiitwa.mbamboMbambo ibhaudhi rinoshandiswa kusunga dzimwe simbi.mbambuneMbambune imbeu inokura yega kubva pamhodzi dzakasaririra...mbambuniMbambuni rudzi rwenhanga rakacheneruka uye rine ganda...mbandaMbanda mushonga unonzi unokwanisa kudzinga mweya yetsvina.mbandeMbande mubato wemupuro.mbandiKuti mbandi kubata chinhu zvakasimba.mbandidziraKumbandidzira chinhu kuchidzvanyidzira pakamanikira. Gonhi...mbandikaKumbandidzira.mbangaMbanga inhava yakakoswa nemakavi.mbangaradzoMbangaradzo mushonga unopiwa masoja kuti ashinge pakurwa...mbangoMbango ibwe rinoshandiswa kuvanga guyo kuti rinyatsokuya.mbanguMbangura.mbanikaKumbanika kudzva yidzira chinhu nenzira yokuchiisa...mbanjemarijuanaMbanoMbano chidao chevaera Nzou yekwaMatemavi.mbanyaKumbanya chinhu kuchibata kana kusunga zvakanyanya zvokuti...mbaraMba mba mba.mbarapatiMbarapati kakwenzi kadiki kanonhuhwira kachiita vana...mbaravaraflashmbaravasaMbaravasa rudzi rwehove yakakura zviri pakati nepakati.mbareMbare kudunduvira kunoita ropa pachiita mavara matema...mbare mbareKuti mbare mbare kukumba zvose zvaunenge uchida kutakura...mbaringidzaKumbaringidza kuita basa uchikasira asi richisara risina...mbariroMbariro kapande kemuti kanoshandiswa kusimbisa mapango...mbarukiraMbarukira kutsemuka kunoita ganda romunhu.mbashaMbarukira.mbasiMbasi rudzi rwembeva huru ine ruvara rwebhurauni.mbatataMbatatisi.mbatatisipotatombatoPinjisi.mbatsiMbatsi imbeva inodyiwa.mbatwaMbatwa munhu anenge atowanikidzwa achipara mhosva...mbatyaclothesmbauKana munhu achinzi ane mbau anenge ane tsika yokugaroda...mbauraMbaura mugomo une maburi maburi, unoveserwa moto unozoita...mbavafurmbavamiMbavami chifuko chinogadzirwa nematehwe emhuka anenge...mbavariraMbavarira dzimbo dzinoimbwa pakupira midzimu.mbavhathiefmbayogreedmbe-eKana kunze kwati mbe-e kunenge kwava kuchena.mbe mbe mbeKuti mbe mbe mbe kurira sezvinoita bhera remoto kari.mbedzoChirauro.mbembaKana dutu rezvinhu rikambemba rinenge radzikira paukuru...mbembeKana chinhu chakati mbembe kuchena chinenge chakachena...mbemuraKumbemura kukuya tsanga dzezvirimwa dzakaomarara chaizvo.mben'aMben'a idoro kana maheu akavira chaizvo.mbendeMbende rudzi rwembeva huru yakatsvukuruka musana...mbengeMbenge mudziyo wakanyanya kushama pamusoro, unowanzonwirwa...mbengoMbengo munhu ane pfungwa dzisinganyatsoshanda. Kana...mbera mberaKana munhu achifamba akati mbera mbera muviri wake unenge...mberekaMbereka chikamu chemari yaunowana pamusoro peyaunenge...mberekobarrennessmberembereMberembere munhu anowana zvinhu nenzira dzakaipa.mberere mberereKana vanhu vachingoti mberere mberere panzvimbo vanenge...mbererekaKana munhu achimberereka anenge achingofamba panzvimbo asi...mberesiMberesi imhuka kana shiri honho.mberevereMberevere kamoto kadiki kasinganyanyi kupfuta.mberiadvancingmberi-mberiKana chinhu chichinzi chiri kumberi-mberi chinenge chiri...mbesaMbesanwa.mbesanwaMbesanwa zvirimwa zvakasiyana siyana, zvinenge zvichikura...mbeswacarnivorousmbeteteMburetete.mbetuKana chinhu chikati mbetu unenge wangochiona kwenguva diki...mbeuseedmbevamousembeveMbeve munhu asingagoni kuimba zvine mutinhimira.mbevevemutembeyaKumbeya kufamba munhu achipedza nyika, asingambozorori.mbeya mbeyaKuti mbeya mbeya kudzadzarika kunoita munhu akadhakwa.mbezaMbeza inyoka yerudzi rwenyamafungu ine dumbu dema nevara...Mbezowood-carving adzembiKuti mbi kunhonga chinhu nekukurumidza wobva wachitambidza...mbi-iKuti mbi-i kurira kunoita chinhu, sezvinoita bhera...mbibviraMbibvira kuzvimba kunoita munhu paanenge arohwa...mbichanaZvinhu mbichana zvinhu zvisina kuwanda.mbidziroMbidziro ihari hombe inochengeterwa doro richizotorwa rava...mbidzoMbiriso.mbigiraMbigira chiitiko chekuviga zvekudya zvinenge zvaiswa...mbigirwaMbigirwa chikafu chinochengetwa nemunhu ane nhafu, kuti...mbikainzvimbo yaunochengetera zvekudya kana zvimwewo zvaunozoda...mbikizaMbikiza chiro-kwe chipfupi chakapfumvunyuka zasi.mbikiziziKana munhu akati mbikizizi anenge akamira panzvimbo imwe...mbikombimbiMbimbi urefu hunotariswa nevarauri vehove kubva pano-mbo...mbimbindogaMbimbi-ndoga munhu anozviti muzivi, anoda kuzviitira...mbinguraKana chinhu chichinzi imbingura chinenge chakakura chaizvo.mbinyuKuti mbinyu kuteura mvura kana zvimwewo zvinhu uchiita...mbirarabbitMbireMbire inzvimbo inofungidzirwa kuti ndiko kwakabva vanhu...mbirifamembirikirapublicitymbirimbizhaKumbirimbizha kurwisa munhu zvebvonyongera uchishandisa...mbirimiMbirimi munhu anoshanda zvikuru uye achiziva basa racho.mbiriraMbirira kupisa kwakanyanyisa kunoita pane mazhenje makuru...mbiririNgwesha.mbiririkaKana motokari dzichimbiririka dzinenge dzichifamba...mbirisoleavenmbishirawmbishi [mbisi]Iri idzitsi rechipauro rinoreva zvinhu zvinenge zvisina...mbisiImwe mhando ye-mbishwe.mbituKuti mbitu kutsunya kana kukweva nzeve yomunhu senzira...mbiyabowlmbizerereChamudzungururu.mbizhizhiKuti mbizhizhi kutakura mukwende wakareba chaizvo uchienda...mbizizebraMbizinyoroMbizinyoro izita rokurumbidza mbizi rinoshandiswa nevaera...mbo- [-mho-]Ichi chivakapakati chinoshandiswa kutsinhira chiito...mbochoMbocho imbudzi hono isina kuchinywa.mbodzaeffeminatembodza mbodzaKana munhu achinzi imbodza muviri wake unenge usina simba...mbofana(kare) Mbofana imari yakare yebepa kana yesimbi ina...mbokoMboko inhanga rine mavara mavara, kazhinji machena nematema.mbokumboMbokumbo kutamba kunoita vanhu vachiridza shizha romuti...mbomaMboma ishamhu yakakora inogadzirwa kubva padehwe rakasimba...mbomberaMbombera yemuchitema maturoko asingadhuri, anowanzopindwa...mbomboMhombwe.mbombomboKuti mbo mbo mbo kudzima kwemoto zvishoma nezvishoma.mbombovaKumbombova kuserera kunoita panhu pambenge pakazvimba...mbonaKana nzira yakati mbona pane imwe nzvimbo inenge...mbona mbonaIri idambudziko guru rinowira munhu. Takaoneswa mbona...mbonairaKana munhu achimbonaira nechimwe chinhu anenge achirwisana...mbonanoMbonano muripo unobviswa nemukwasha anenge akatizisa kuti...mbonderaKumbondera kutsvaka zvinhu zvakavandika pachishandiswa...mbondokotoChisero.mbongaMbonga musikana akazvipira kushandira Mwari.mbongorocoltmbonipupilmbonjeMbonje i ronda rinoita mushure mekurohwa kana kutemwa.mbooraMboora munhu anoita zvinhu zvinenge zvisina tsarukano...mboreraMborera kanhu kanenge kamunzwa, kanopinda muganda...mboropenismboteMbote mukaka wakakora une mavhinga makuru.mbotsoMbotso mukaka unobuda mumunyatso wen'ombe kana wangosvina...Mbovadrool, saliva dribblembovhaMbovha masiriri anobuda mumuromo memunhu akavata, anochena...mbovombovoraMbovora zvinhu zvichena zvinowanikwa pamativi emuromo...mbowoMbowo munhu anopa mashoko ekutsinhira kana ekupokana...mbozhaMbozha munhu mupfumi ane mari yakawanda chaizvo.mbumbu-uKana hembe imbu-u inenge yakawachwa ikati mbu-u inenge...mbudoexitmbuduMbudu ndepakasonwa pahembe, pakashama kuti pagochengeterwa...mbudyoMbudyo kamwena kadiki kembeva kadzinoshandisa pakubuda...mbudzanakidMbudziibexmbukuroMbukuro ihari inopihwa murume, sabhuku kana ishe...mbumaMbuma imhashu yakatsvukuruka, inodyiwa.mbumbuchenange zvakaitika zvinenge zvichitaurwa nezvazvo.mbumburuMbumburu kasimbi kakaurungana, kanobuda mupfuti kana...mbumburukambumiMbumi rudzi rwouswa upfupi hunomera hwakaita zvitsote...mbumuKuti mbumu kupfumbuka kunoita guruva.mbumudzaKumbumudza munhu kumurova nembama yakasimba.

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store