Duramazwi · zita
mawere
cliff
Duramazwi · zita
cliff
Mawere ndekunodzikira kwegomo kana mukwidza.
Mawere ndekunodzikira kwegomo kana mukwidza.
Charovedzera-charovedzera gudo rakakwira mawere kwasviba.
Buruko inzira yekudzika nayo kubva panzvimbo ine mawere.
Mutsedu inzvimbo inotsvedza yakaita mawere paruware.
uwere · dzewe · biripiri
Duramazwi
01 / 03mawira
Mawira kutsigirana kunoita zvinhu zviviri kuti zvisawira pasi.
VerengaSwipe for the next word