Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mawira kutsigirana kunoita zvinhu zviviri kuti zvisawira pasi.
1
Mawira kutsigirana kunoita zvinhu zviviri kuti zvisawira pasi.
Matanda awa akaita mawira zvokuti ukangogumha rimwe anobva adonhera pasi ose.
Mawira kutsigirana kunoita zvinhu zviviri kuti zvisawira pasi.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mawiraunga
Kana ukaita mukadzi mawiraunga unenge waita zvokumukurumidzira kumurara naye, iye asati ava kuda.
VerengaSwipe for the next word