Duramazwi
Mazwi ane M.
3433 Shona headwords beginning with M, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 8 pa14
mopumopmoraKana munhu achimora uchi anenge achihubvisa kubva mumukoko...morariKana vanhu vachinzi vane morari vanenge vachifarira...MorokomoroccomorokotoKuti morokoto kuyerera kunoita misodzi ichidzika zvishoma...mosikiMosiki itembere inonamatira vechitendero cheIziramu.mosikwitoKamhuka kanoruma kachiyamwa ropa kanounza chirwere...motacarsmotabhaikiMota ndechinotenderera chichi-konzerawo kufamba kwezvimwe...motashunguMotashungu rudzi rwemota diki, irnorwadza zvakapindiridza...motofiremoto motoKana zvinhu zviri moto moto zvinenge zvichifamba zvakanaka...motokariautomotivemotsaKumotsa kukuya upfu zvakanaka chaizvo zvokusara pasina...motsekaKana upfu hwakamotseka hunenge hwagayiwa kana kukuiwa...motsifirstmotsiroMune mumwe yemitambo yavana vadiki yokuverenga motsiro...motsokaKumotsoka kuwandira kwemuchero pabazi rimwe chete.moveraKumovera kuisa chidimbu chechokudya chose mumuromo...mowaMowa muriwo unomera wega pakaorera une mashizha...moyocoremsmrsmuintomuapuroMuapuro muti unokura zviri pakati nepakati unobereka...mubaMuba muti unowanikwa pachuru munzvimbo dzine uswa nemiti...mubabaMubaba muti une makwande nemashizha akaserera, anopenya...mubairoprizemubandaMubanda muti wakasvibira unowanikwa mumasango matema...mubanziMubanzi munhu waunogara pedyo naye.mubareMubare munhu waunonzwanana naye nekufarira kuva naye...mubasaMubasa munhu anoshanda nesimba uye nemwoyo wose.mubatanidzwaconfederationmubatitetrarchmubati wechigaroUyu munhu anotungamirira musangano.mubatiranwaKana munhu akaitwa mubatiranwa anenge achitakurwa kana...mubatohandlemubatsiriadjutantmubatwisubjectmubayiroawardmuberekiparentmuberereMumbeza.mubetseriallymubhabhanduMubhabhandu muti unobereka muchero wakati omei pakutsenga...mubhabhanguMubhabhangu kudhidha uchiita zvokurova mvura nemaoko kana...mubhadhaMubhadha rumuti rwakavezwa runoshandiswa pakufamba...mubhadharoremittancemubhananaMubhanana muti une hunde yakapfava nemashizha marefu...mubhangiMubhangi munhu ari iye muridzi webhizinesi rokuchengetera...mubhedhabedmubhemeMubheme mwana wedhongi kana kuti mbongoro.mubhemiMubhemi munhu anosvuta fodya yemidzanga chaizvo.mubheriMubheri mudhebhe une makumbo akatetepa kumusoro asi...mubhishopiMubhishopi mukuru anoona nezvekufamba kwekereke.mubhodhaKana mwana achinzi mubhodha anenge achigara pachikoro...mubhondaMubhonda rudzi rwemuti une mapazi makobvu, ane mvere...mubhondandoMubhondando muti unotanda, unobereka michero yakaita...mubhubhunuMubhubhunu muti une mashizha madiki akakwasharara, unoita...mubhukuMusekesa.mubhuruMubhuru muti unowanzomera mumakomo kana pazvuru, unobereka...mubikasadzaUyu muti unowanzowanikwa mumapani unoita mapazi anobva...mubikicookmubikirwaMubikirwa chibage chinyoro chinogochwa chiri mumashizha...mubinyiMubinyi munhu anoba panzvimbo yaanoshanda.muboboMubobo inyoka huru yakasvibirira inowanzoonekwa mumakomo...muboboboMubobobo mushonga unonzi unoshandiswa nevarume kupindira...mubondoMubondo chikwenzi chinoita maruva chinotanda chichikwira...mubooMuboo chinhu chevanhu vose munzvimbo uye chemahara...Muboorapumpkin leaves (eaten as relish)mubooriMuboori muti unotanda uye une mashizha anobikwa somurivo.mubozhiMubozhi munhu ane rombo rakanaka.muBuddhabuddhistmuburaMubura muti wakasimba unowanzomera pedyo nerwizi.mubvakachiMubvakachi munhu anenge ashanyira imwe nyika kana nzvimbo...mubvakachoKana munhu akaenda kumubvakacho anenge ashanyira imwe...mubvakureemigrantmubvanaMubvana mwanasikana wako akaroorwa uye ava nevana.mubvandiripoillegitimatemubvidzaKuita mubvidza kujuja kwezvakaita semvura kubva mune...mubvinazvoMubvinazvo munhu anenge akatanga chimwe chinhu chinenge...mubvukutwaMubvukutwa chirimwa chakaita sorukweza chinokushwa...mubvumbiMubvumbi imvura nhete inenge yakawanda, inonaya kwenguva...mubvunzodoubtmubvunzonhandoUyu mubvunzo waunobvunza usingatarisiri kupindurwa...mubvuoMubvuo kudzokorora kusakura mumunda makambosakurwa kare.mubvuviMubvuvi munhu anoredza achishandisa mambure.mubvuwiraMubvuwira mumera unoiswa mudoro rinenge rapiswa kuti...muchachaMumutambo wenhabvu, muchacha ibhora rinenge rarohwa...muchadyaMuchadya ishiri huru ine makumbo marefu nemutsipa mutete...muchairaMuchaira kudhidha munhu achishambira zvinyoro nyoro...muchairimotoristmuchairosiMuchairosi muti unowanzosimwa pamba, unoita bvute...muchaiwaMuchaiwa idoro risina kunyanyosimba, rinosvinwa kubva...muchakaziMuchakazi mukadzi kana murume anoperekedza vanenge...muchan'azaMuchan'aza mangisi anenge ati garei, abva kakutapira ava...muchananaMuchanana muti unokura zviri pakati nepakati, une mapazi...MuchanetaPendeka.muchangizaMuchangiza rudzi rwemuti unoita pazvuru wakaomarara...muchangwaMuchangwa imbwa inenge yakaonda zvakanyanyisa.muchanyaMuchanya kamuti kanotanda kane mashizha akasvibira...muchanzaMuhorongwa.muchapiMuchapi munhu anokwasva mvura achichaira igwa.muchapoMuchapo mushonga unoshandiswa pakubata nekuuraya varoyi.muchatiMuchati ndeumwe wevaviri vanobatanidzwa kuti vave mukadzi...muchatomarriagemuchato [muchadho]Muchato kubatanidzwa kwevaviri vanenge vafunga zvekuroorana.muchazaMugaranhoko.muchechebabemuchecheniMuchecheni muti mudiki une tuminzwa twakakozva, unobereka...muchecheteMuchechete muti unowanzomera pachuru, mumakomo nemunzizi...muchechetereKana munhu uri pamuchechetere unenge ugere murunyararo...muchechetoMuchecheto ndepaya paunoona pachisangana denga nenyika...muchecheweMuchechewe muti usingakuri zvakanyanya kuenda mudenga, une...muchekaMucheka ishinda dzakarukwa nemishina, dzinoshandiswa...muchekadzafaMuchekadzafa munhu anodzokorora kushanda basa rinenge...muchekecheratasselmuchekwaeunuchmuchemaMuchema muti unokura zviri pakati nepakati unotaridzika...muchembereMuchembere munhukadzi akwegura.muchenaMuchena munhu murombo asina kana chii zvacho chaainacho.muchenekwaMuchenekwa upfu hunogayiwa kubva pachibage chinenge...mucheneraMuchenera mushonga unoita kuti kana munhu aka-muchengaMuchenyamuchengeticaretakermucheniMucheni rudzi rwehove ine mitsetse mitema nemazino makuru...muchenjeMuchenje tumajuru tudiki tune dumbu jena, tunowanzodya...muchenjeriMuchenjeri munhu anoshandisa pfungwa dzake munzira...muchenoMucheno inhumbi kana chimwewo chinhu chaunoisa pamuviri...muchenuraMuchenura muti unoshandiswa somushonga wokubvisa munyama...muchenyaMuchenya muti unoita mashizha makuru uye hunde...mucherechedzoIchi ndechese chaunochengeta chinoita kuti urangarire...mucherenjeMucherenje muti unokura chaizvo kuenda mudenga...mucherereMucherere rudzi rwesvosve rinogona kubhururuka.mucheriminermucherofruitmuchesaMuchenya.mucheteMuchete kugadzikana kwezvinhu zvese, pasina chiri kunetsa.muchetoedgemucheturapoisonmuchewoMuchewo mugove unopiwa nhengo yoga yoga yechikwata changa...muchichiMuchichi kurwadza kunoita panenge parumwa nego kana nyuchi.muchichiriMuchichiri muti unokura zviri pakati nepakati une hunde...muchidimbuconciselymuchifungaconsideringmuchimbaMuchimba idutu guru retsvina inenge yaitwa nemunhu panguva...muchinamachinemuchina wekugeza mbatyawashing machinemuchindaprincemuchindwigourdmuchingiMuchingi munhu kunyanya munhukadzi ane ruzivo rwekubatsira...muchiniMuchini ndechose chakagadzirirwa kuita basa nyore uye...muchinjikoMuchinjiko miti miviri yakapesana.muchinjikwacrossmuchinjiziriMuchinjiziri musana wechinhu wakatesva, sezvakaita...muchisobrandmuchitiMuchiti munhu kana chinhu chararama kwenguva shoma uye...muchiunoKuva nemuchiuno kufarira zvekuda kusangana nemurume kana...muchivaMuchiva muti unokura chaizvo kuenda mudenga, une hunde...muchivandesecretlymuchochoriMuchochori munhu anochiva zvinhu zvavamwe kuti dai zvaita...Muchongoyoa traditional Ndebele/Shona war dancemuchovhaMudhorodhoro.muchozaMuchoza mushonga unogezesa vanhu maoko kana vachinge vabva...muchuchisiMunhu anopomera mhosva kudare (prosecutor).muchuchuMuchuchu kameva kane muromo murefu, kanogara pasi...mudanaMudana mushonga wechaunga unoiswa pamusha kuitira kuti...MudandaMudanda munhu anobva kune imwe nzvimbo inowanikwa...mudangwaMudangwa muti une mashizha akasvibira anopenya pamusoro...mudanhapfunyeMudanhapfunye muti mutete une gwati rinotsvedza namashizha...mudanocharmmudawaraMudawara isora rinoita mudzi mukobvu wakareba zvikuru...mudeme mudemeIyi inzira yokuunganidza zvinhu zvakaita sekudya kana...mudendeMudende mudziyo unogadzirwa nenhanga rakaoma, unogona...mudetswaMudetswa rutanda kana chimwewo chinhu chinenge chakaiswa...mudhabhaMhando yemuti.mudhandaMudhanda iriva rinoteyeswa mhuka hombe dzemusango. Kuteya...mudhangaMudhanga idara rakagadzirwa namapango panofanoturikwa...mudharaMudhara munhurume anenge achembera.mudhayoMudhayo kachityaro kakabatwa netambo kana cheni kekuti...mudhebhetrousersmudhedheMudhedhe muti unobereka michero inonzi madhedhe.mudhengeMudhenge rudzi rwekambeva kanowanikwa mumakomo kane mhino...mudherukaMudheruka mutorwa anenge akatama kubva kwaaigara kuuya...mudhikonideaconmudhindwaprintingmudhomboMudhombo isoda kana madota emiti anoiswamudhudhudhumotorcyclemudikijuniormudiwabelovedmudodoMunhu mudodo ndeuya ane muviri mutetetete, asina kureba.mudomasiMudomasi imbeu inowanzorimwa mugadheni, inoita vana vanoti...mudondoKana vanhu vachinzi vaenda mudondo vanenge vaenda kun'anga...mudongodongoIdzi ishungu dzokuda kuziva kana kuona chimwe chinhu...mudongondoMudongondo kukarira kuti chimwe chinhu chiitike.mudonzvoMudonzvo rutanda, kazhinji rwakavezwa, runoshandiswa...mududuMududu igomba rakadirwa mvura kuitira kunyorovesa ivhu...mududziriMududziri munhu anoita basa rokutsanangurira vanhu...muduneMudune kambeva kanogara musango, kane muromo murefu...mudunge mudungeKuita mudunge mudunge kuramba munhu achingomedza kudya...mudungiroMudungiro itambo kana tsanga inopakirwa hove, majenya kana...mudungweprocessionmudungwerungweAya makomo akabatana-batana akatanda. KuNyanga kune...mudurikidzanwaDzimba dzomudurikidzanwa ndedzinoti mamwe makamuri...mudurikidzwaZvinhu zvakaturikidzana zvikuru.mudyawaistbandmudyahachaMudyahacha muti une ganda rakakwasharara uye rakasvibira...mudyahukuMudyahuku muti unoita chitsokotsoko chemapazi akawanda...mudyakoseMudyakose imhando yemapfunde asinganyanyorebi achiita vana...mudyambiraMudyambira muti une gwati dete rakasvibira, unoita vana...mudyamharaMudyamhara muti unomera mumapani unoshansiswa kuveza...mudyamhofuMudyamhofu imhando yemuti une mashizha anotsvukuruka...mudyandigerepensionmudzangacigarettemudziRootmudzidziamateurmudzidzisieducatormudzimaihousemaidmudziviroMudziviro kamudziyo kanoshandiswa kuvhara poto kana chimwe...mudzivoMudzivo inzvimbo inoperera chimwe chinhu.mudziyiraMudziyira kupisa kunobva pazuva, pamoto kana kuti...mudziyoappliancemudzongaMudzonga inyama inenge yakachekwa kana kuvedzengwa...mudzongwaMudzongwa imbesa dzinokavirwa pakutanga kwemwaka wekurima.mudzonzoMudzonzo itsika yekuparadza zvinenge zvaitwa nevamwe...mudzuraNyamudzura.mudzutaMudzuta kamuti kanomonerwa urimbo kokuzoteyesa shiri.mudzuwerereUyu mutambo wavana vadiki unoti mumwe anenge akagara...mudzvinyiririoppressormudzvitiMudziti mukuru wehurumende anotonga dunhu rokumaruwa...muenivisitormuenzanisoexamplemuenziguestmufambidzanicompanionmufambiroconductmufananidzoarchetypemufandichiombaKana munhu achinzi ndimufandichiomba anenge achityiwa...mufanikisoMufananidzo.mufaraMufara munhu akaondoroka, anenge achitaridza kuti anorwara...mufarinyaMujumbuya.mufaroblissmufarutaMufaruta muti unobereka vana vatsvuku uye une makwande...mufasoMufaso muchina wose zvawo unoshandiswa namaoko.mufedeMufede muti unoreba chaizvo unoita matavi akarurama anoita...mufemberiMufemberi munhu anoudza vamwe zvinhu zvichaitika panguva...mufereMufere muti unodyarwa uchikura wakatambarara, unobereka...muferoMufero mukomana kana jaya rinenge rakanyatsopfeka zvakanaka.mufesoMufeso kasora kanotanda nokubereka zvivana zvinobaya...mufeyiMufeyi munhu anotsvaga-tsvaga umboo hwakakwana panyaya...mufiMufi munhu anenge ashayika.mufirwibereavedmufizhiKana munhu akanzi ane mufizhi anenge aine nharo zvikuru...

