Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mudana mushonga wechaunga unoiswa pamusha kuitira kuti vanhu vauyepo vakawanda.
1
Mudana mushonga wechaunga unoiswa pamusha kuitira kuti vanhu vauyepo vakawanda.
Mudana mushonga wechaunga unoiswa pamusha kuitira kuti vanhu vauyepo vakawanda.
Vakanomudana zvehasha chaizvo zvekuti vaive vatomurongera vapedza.
Haana kutaridza kuremekedza vakanga vamudana c) i.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03Mudanda
Mudanda munhu anobva kune imwe nzvimbo inowanikwa kuMozambiki.
VerengaSwipe for the next word