Duramazwi · zita
Zvinoreva
Pendeka.
1
Pendeka.
Kana uchidzumbunura chinhu unenge uchiita kuti chibude pachena. Mutikitivha akadzu-mbunura nyaya yokuurayiwa kwaMuchaneta sokutamba.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muchangiza
Muchangiza rudzi rwemuti unoita pazvuru wakaomarara chaizvo, unoshandiswa kugadzira zvivezwa.
VerengaSwipe for the next word