KwaunobvaDuramazwiMmubereki

Duramazwi · zita

mubereki

parent · parenthood

muzvarimubari

Zvinoreva

Mubereki ndimai kana baba vanyamunhu wese wese.

1

Mubereki ndimai kana baba vanyamunhu wese wese.

Chinyadzo kuona mwana achituka mubereki.

Kana amai vachiti ndivo vakati pwete munhu vanenge vari ivo mubereki wemunhu wacho.

Zibaba ndiye mubereki wechirume anozivikanwa sandiye akatanga dzinza.

Zvakafanana

muzvari · mubari

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word