Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muchichi kurwadza kunoita panenge parumwa nego kana nyuchi.
1
Muchichi kurwadza kunoita panenge parumwa nego kana nyuchi.
Ronda rinosunda ndorine muchichi.
Muchichi kurwadza kunoita panenge parumwa nego kana nyuchi.
Kamuchichi munhu ane tsika yekungogaropopota chero pasina chaakanganisirwa.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muchichiri
Muchichiri muti unokura zviri pakati nepakati une hunde yakaita pfumbu uye inotsvedzerera, uchiita vana vane mhodzi tema dzine kaziso katsvuku.
VerengaSwipe for the next word