KwaunobvaDuramazwiMmuchichiri

Duramazwi · zita

muchichiri

Zvinoreva

Muchichiri muti unokura zviri pakati nepakati une hunde yakaita pfumbu uye inotsvedzerera, uchiita vana vane mhodzi tema dzine kaziso katsvuku.

1

Muchichiri muti unokura zviri pakati nepakati une hunde yakaita pfumbu uye inotsvedzerera, uchiita vana vane mhodzi tema dzine kaziso katsvuku.

Muchichiri unoita mashizha akasvibira chaizvo.

Saka uchiwanzosimwa pamisha kuti ugopa bvute kana kunze kwava kupisa.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word