Duramazwi
Mazwi ane M.
3433 Shona headwords beginning with M, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 3 pa14
mandudeMandude munhu anogara achingoputa fodya yemudzanga.manduviManduvi inzungu dzakatswiwa, dzamirira kukuyiwa kuita dovi.manejamanagermanengezaKumanengeza ndiko kumucheto kunoperera davi remuti, rava...manerastaircasemanetotyremanetseraManetsera kusagutsikana kunoita munhu, chero akaitirwa...mangaDitimanga.mangadzaKana munhu achiita mangadza anenge achinyepedzera kunge...mangaiMangai chibage chakaoma chinotsokonyorwa chozobikwa chiri...mangamangaChinhu chemangamanga chinhu chisina maturo. Paainge otaura...mangambiMangambi zviridzwa zvematanda, zvakada kufanana nemarimba...mangangeMangange kuenzana kwevanhu vanenge vachikwikwidzana.manganiziManganizi isimbi chena yakada kuenda kupfumbu...mangerengereVarungu.mangeyaMangeya rudzi rweshuro yakangwara chaizvo.mangihetiMangiheti rudzi rweheti yakarukwa neshinda. inovhara...mangisiMangisi idoro rinovidzwa kubva pamasvusvu anozobvuvirwa.mangomoussemangomaMangoma imhanzi yechizvinozvino.mangondoMangondo inzvimbo inowanika murwizi, ine matombo...mangoveMhuka inopfuyiwa inobata mbeva.mangurenjeMangurenje irori huru chaizvo kana bhazi.mangwanamorrowmangwana mangwanaKana chinhu chichinzi chinoitika mangwana mangwana...mangwananimorningmangwanani-ngwananiIdzi inguva dzekunze kuchangotanga kuedza, zuva risati...mangwandiMangwandi inzvimbo yakazara matombo, kazhinji inenge iri...mangwingwindoMangwingwindo inzungu dzinenge dzisina kunyatsotswiwa...manhanhaKana munhu achinzi ndewemanhanha anenge achiyemurika...manhanhuManhanhu kuramba kunoita munhu kubvuma mhosva yaakapara.manhedeKana munhu akaita manhede anenge akarara nomusana dumbu...manhedzwaManhedzwa mushonga unopiwa kuvarwi vehondo, kuti nyere...manhendauncertainmanhendashureManhendashure kufamba munhu achidzokera shure...manhendasuremanhengaManhengatenga.manhenganyaManhenganya enyaya yakanyorwa ndepainenge yava kunakidza...manhengatengasummitmanheruevening; Good evening!manheru anotonightmanherukoKana munhu achiti manheruko anenge achireva usiku huri...manhuchuManhuchu chibage chinotswiwa, chozobikwa, chomonwa nedovi...manhumbuManhumbu mujinga memvura iri murwizi kana mudhamhu.manhungirwaManhungirwa zvirimwa zvakaita semuriwo kana chibage...maniKuti mani kubata chinhu wakachiita kuti chisaende kana...mani maniKana panhu pakati mani mani panenge pasina...manidziraKumanidzira kubata chinhu wakadzvanya, zvokuti hachina...manikaconfinemanikanaKana nzvimbo ichinzi yakamanikana inenge iri diki zvokuti...manikidzacoercemanikidzanaKumanikidzana kuita kuti mukwane pakanzvimbo kadiki imi...manikidzikanarrowmanikidzirasqueezemanikidzirwacompulsorymanjaManja kuuchira kunoita munhu kana achiremekedza waanenge...manjeManje izwi rinoshandiswa kubatanidza pfungwa mbiri, ka-manjenjenjeKana ruvara ruchinzi rwakaita manjenjenje runenge...manjewereManjewere chibage chinotswiwa kuita mabande chozobikwa...ManjumaManjuma izita rinodeedzwa naro vakadzi vanoera Mbizi...manonaivemanokoroManokoro kutora zvimwe zvinhu uchizadza zvanza zvako.manomanocunningmanonokoKana munhu akaita manonoko anenge asvika mutambo kana...ManormanormanotsinotesmanunureIri izwi kana zita rinopiwa munhu kana chinhu chinenge...manuravanzwa nenzara ndimanunure chaiye, nekuti inounza kudya.manyarunmanyadaManyada inzvimbo inosara hwasha chete panenge pakabva...ManyameManyame nderumwe rwenzizi huru dzemuno munyika runotangira...manyandaManyanda chibage chakatswiwa asi chisati chayanikwa.manyanhaKana munhu achiita manyanha anenge achida zvokutsvinda...manyarofatiguemanyatatuManyatatu vana vanozvarwa vari vatatu.manyateraManyatera zvipfekwa zvemutsoka zvisingavharidziri shoka...manyawiloftymanyembaManyemba itsvina yakaita tusadza tuchena, inoita...manyemwefrenzymanyenaManyena munhu ane setswa dzakanyanya.manyeneManyene igava rine musana mutema.manyengavanaUyu munhu anogara akafara nguva zhinji zvokuti vana vadiki...manyenyengwaManyenyengwa marara anoraswa pakumenya kana kudya ipwa.manyepoheresymanyereketeAya mavara akasiyana-siyana anenge ari pahembe kana pane...manyeuKana rekeni ichinzi ine manyeu inenge ine tumitswe...manyezuManyerekete.manyiraKuchovha nenzira yerurama.manyokadiarrheamanyondeKana munhu akaita manyonde anenge abva pakakwirira...manyongorihavocmanyoreChaunga.manyore manyoreKana vanhu vachinzi vakaita manyore manyore vanenge...manyorereMaitiro ekunyorwa kwemashoko (spelling/orthography).manyorerohandwritingmanyowadecompositionmanyuchisyrupmanyuchuNhoroondo yeruzivo mumatambudziko.manyukoManyuko ndipo panzvimbo panotangira rwizi.manyumwaManyumwa kuva nefungidziro yezvinoda kuitika, fungidziro...manzaManza mukaka usati wakora.manzanzaManzanza mazino akatarangana, asina kuenzana uye achiti...manzumaManzuma izita rinowanzopiwa n'ombe hadzi inenge isina...manzvinzviManzvinzvi chikafu chisina kupera kuzeyiwa, chinowanikwa...manzvinzvidzaManzvinzvidza ibvute rinokonzerwa negore romudenga rinenge...manzvoriroManzvoriro itsvina inoburitswa nemurume nemukadzi...manzwivoicesmanzwiraManzwira kunzwa nyaya iri kutaurwawo nevamwe vanhu, iwe...manzwiroemotionmaodzanyembasouthernmaokoarmsmaoko egudoKana mukaita maoko egudo munenge maita zvokutsinhana...maomberaMaombera rudzi rwemago matsvuku kana matema makuru...maomiMaomi kakucheneruka kwekunze kanotosvora maziso zvekuti...maonaseemaonewillfulmaoneradiscretionmaonerapamweKana vanhu vakaita maonerapamwe vanenge vaita zvinhu pamwe...maoneroviewpointmaoredeMaorede marara kana zvimwe zvinoda kuraswa, zvikuru...maoreraMaorera mashizha, uswa nemamwewo marara zvinenge...maoresaKana munhu akaita maoresa anenge aita chinhu chakanaka...mapaMapa iguva rashe kana kuti ramambo.mapadzaMapadza imari kana zvimwewo zvinoshandiswa pakubhadhara...MapaipipipelinemapakiparksmapakocavesmapandaMusheza.mapandukakufutunuka kumativi, pedo negotsi.mapangaflintmapangiroMapangiro mashuwiro kana kudisisa kwaunoita chinhu...mapanisavannamapapataMarangwanda.mapapirowingedmapapulungmaparapadzwaIyi mitsetse mitsetse yekumarika inoitika paganda kana...mapatanipatternsmapatapataUrwu rudzi rwehwashu dzakareruka chose dzinopfekwa...mapatopartiesmapatsiMapatsi ndezvese zvinoshandiswa kuumba muchina.mapatyatwinsmapazhaPakurwa nezvibhakera mapazha kurovana vanhu vari pedo...mapazibranchedmapazi omutauroIdzi imhando diki dzomutauro dzinouumba. ChiKorekore...mapehweMapehwe inguva yokunge zvirimwa zvava pedo nokuibva.mapejipagesmapendeketeshouldersmapengoMapengo rudzi rwehowa hunoti kana munhu akadya anopenga...mapepadocumentationmapepanhaunewspapersmaperebearsmaperekeMapereke munhu anopa chaizvo kune avo vanokumbira.mapeteMapete mukombe wedoro wokutanga kubva muhari kana pfuko...mapetoMapeto ndekwaka-gumira chinhu chero chese chese.mapfachupfachuKana zvinhu zvichinzi _mapfachupfachu_, zvinenge...mapfapfapfaMapfapfapfa kuputika kunoita nyama ine mafuta akawanda...mapfekaMapfeka kupera kwebvudzi mumativi emusoro.mapfundemilletmapfupabonesmapfupfuZvimedu zviduku zvezvinhu zvapwanyika (scraps/crumbs).mapfuranhunzisnipermapinyoriChipatapata.mapinzoMapinzo mutambo unoitwa wokutendera mukuwasha kusvika...mapiritsipillsmapiroMagovero.MapisaremaIdzi inziyo, nhetembo uye minamato zvinosvika zana...mapishapishaMakakata-nwa.mapiswaMapiswa imhanga yamavambwa edoro yavidzwa nomoto, kuti...mapitseMakundano.maplatesplatesmapokasectarianismmapondaMaponda muripo unopiwa tezvara wekupodza hasha dzavo kuti...maponeseMaponese munhu kana chinhu chinopa upenyu.mapopoMapopoma.mapopomawaterfallmapopopoMapopopo ndepanodonha mvura kubva pakakwirira ichiinda...MaposaMaposa izita rokurumbidza rinodaidzwa naro vanhukadzi...mapotoKana munhukadzi achinzi ndewemapoto anenge achigara...mapumhangoziKana munhu achinzi ndimapumhangozi anenge akashinga...mapumhwaMapumhwa idoro rematanda rakapiswa rikazoiswa mumera...mapundutumorsmapurandiMapurandi zvinhu zvinenge tsono zvitanhatu zvinopfekerwa...mapuranetiplanetsmapurangapanelmapurazifarmsMapurisapolicemapuroteniproteinmapuruziraMapuruzira munhu anozivikanirwa kugona kunyengetedza vanhu...maputiMaputi chibage chakaoma, chakakangwa kana kuputiswa.maputiroMaputiro muripo unobhadharwa nemunhurume anenge arara...maputuMaputu matama omunhu akafuta chaizvo.mapwapwapwaMapwapwapwa ruzha runobuda panenge pachitsva miti kana...mapwatirwaMapwatirwa tumitsetse twemasiriri akaoma, twunenge twuri...maraKumara kupara kana kubvarura nenzara, zvinosiya mitsetse...marabhiMarabhi ijira rakasonwa netumapisi tunenge...marabhoritarilaboratoriesmaraduKuti maradu kukwenya kana kumara nenzara.maradzuKuti maradzu kukwenga paganda kana pamwe panhu...maradzwaMaradzwa isadza ratonhora rakasara usiku hwamadeko.maraibhurarilibrariesmaraireMaraire munhu anopa vamwe mazano nguva zhinji.marakiMaraki chimbuyu chinenge svosve, chine madododo machena...maramadaInzenze yeruzivo rukuru.maramadzaKana munhu achimaramadza anenge achizvikwenya pese pese.marambakukundwaKana munhu achinzi ane marambakukundwa anenge aine nharo...marambakutyaUku kuratidza kwaunoita waunoda kurwa naye kuti haumutyi...marambilampsmaramwaMaramwa itsika yekuti mumwe munhu kana akangotsamwa oramba...marangaMaranga zvichena zvinobuda pamativi emaso kana munhu...maranguKuti marangu kukwenga zvokusiya muvare paganda...maranguraKumarangura kukwenya kana kukwenga nenzara.marangwandaskeletonmaranzuKuti maranzu kupara munhu nenzara zvinorwadza.marapirwotreatmentsmararacluttermararamiroecosystemmarariyamalariamararoMararo kupinduka-pinduka kunoita munhu akarara...marashacharcoalmarataMarata masimbi anoshandiswa kupfiririsa dzimba, zvikuru...maratyaMuchina weruzivo kure kashoma.MarazhiyamalaysiamareMare chinhu chinoitwa zvakanaka kana zvakashata...mareferensireferencesmarehwarehwaAya mashoko kana nyaya dzinenge dzichitaurwa nezvezvinhu...marekeKana munhu achinzi ndimareke anenge achitaurisa...marembwaMarembwa kuneta kunoita munhu mushure mokutamba kana kuita...marengenyaMarengenya ihembe dzinenge dzakabvarukabvaruka.mareroMarero chipo chinopihwa munhu anenge arera mwana wemumwe...mareteMarete maruva emumvee anoita muto unotapira, unonwiwa...marevoMarevo mazwi akaipa anotaurwa nemunhu pamusoro pomumwe iye...mareyamhuruUku kutadza kubara zvakanaka kunoitwa namai vanenge vaine...maricashmarichoMaricho kushanda kwokuti unopihwa basa rokuti ukaripedza...marikamiromariketiMariketi inzvimbo inotengeserwa mombe kana zvimwewo zvinhu.marikopoMarikopo munhu ane misikanzwa uye asingateereri...MarimatomboKana munhu achinzi ndiMarimatombo ane-nge ane mari...marimbaMarimba zviridzwa zvinogadzirwa nezvipuranga zvakarongwa...marimoMarimo mabasa akasiyana-siyana anenge achiitwa navanhu.maringaMaringa ndezvinowedzerwa panhumbi kana pane chimwewo...mariposaMariposa isha-ngu dzepurasitiki dzinowachwa uye...mariraMarira munhu ane basa rokuisa mishonga inoshandiswa...marirofuneralmarisaMarisa mashizha kana mauswa anowanikwa mumwena wembeva.mariseInzwi rinoshandisirwa pakushuma.marobhotirobotsmaromboMarombo zvinhu zvinoereswa munyika.MaromoMaromo chidao chevaira Mbizi chavanozvikudza nacho...maromodzaMaromodza maronda anoita pamativi emiromo kana munhu...

