KwaunobvaDuramazwiMmapiswa

Duramazwi · zita

mapiswa

makwetsemahwiko

Zvinoreva

Mapiswa imhanga yamavambwa edoro yavidzwa nomoto, kuti ichizoiswa mubvuwira yozosanganiswa namasvusvu kana yavira.

1

Zvakafanana

makwetse · mahwiko

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word