Kwaunobva/Duramazwi/M/maradu
Duramazwi
Kuti maradu kukwenya kana kumara nenzara.
maradzu
Kuti maradzu kukwenga paganda kana pamwe panhu uchishandisa nzara.
maradzwa
Maradzwa isadza ratonhora rakasara usiku hwamadeko.
maraibhurari
libraries
Swipe for the next word