KwaunobvaDuramazwiMmangisi

Duramazwi · zita

mangisi

ubhobhu

Zvinoreva

Mangisi idoro rinovidzwa kubva pamasvusvu anozobvuvirwa.

1

Mangisi idoro rinovidzwa kubva pamasvusvu anozobvuvirwa.

Muchan'aza mangisi anenge ati garei, abva kakutapira ava nekakuvavira kakavavarira kudoro.

Mangisi idoro rinovidzwa kubva pamasvusvu anozobvuvirwa.

Zvakafanana

ubhobhu

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word