KwaunobvaDuramazwiM 7

Duramazwi

Mazwi ane M.

3433 Shona headwords beginning with M, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 7 pa14

mhiriswaMhiriswa karuzhowa kanovakwa kakakomberedza muti...mhirizhongaanarchymhisaMhisa kapuka kane ruvara rwutsvuku kakaita kunge zongororo...mhitsati yakawanda.mhizaKumhiza kubvisa chimwe chinhu pamuviri wako nokuchizunza...mhizhacraftsmanmhoKuti mho kudzima kunoita moto wemarasha.mho mho mhoKuti mho mho mho kudzima kwomoto muzhinji wanga uchibaka...mhodyoKana imba ikanzi mhodyo inenge yasiyiwa yashama, isina...mhodziseedmhofueland; African antelopemhoiMhoi kutaura kwevanhu kunenge kuchinzwikwa nevari kure.mhokaKumhoka kupfuta zvishoma kunoita moto kana woda kudzima.mhokoraMhokora rudzi rwetsenza runa mashizha akareruka kwazvo.mhombweadulterermhomhaKana moto wamhomha unenge wadzima kana kuti wava kubaka...mhomhocrowdmhondaMhonda ibazi remuti rine kumusoro kwakatsaukana.mhondepondeMhondeponde chikafu chinobikwa nemhunga isina kutswiwa.mhondiassassinmhondoroMhondoro mudzimu unochengeta vanhu vedunhu.mhondorwaMhondorwa kamuti kadiki kakabviswa makwande ako zvikuru...mhondwaMhondwa imhuka inenge yafa yega.mhondyaMhondya kakwenzi kasina dzinde kanoita maruva anonhuwa...mhongoraMhongora imhuka hadzi inotangwa kuberekwa namai vayo...mhoniMhoni ibundu rine-nge rine mvura, rinorwadza...mhonjaMhonja katanda kakareba nokukora zviri pakati nepakati...mhonziMhandi yemhuka duku pashango.mhonzvoraKurovera pasi nembama kana kurova zvine simba.mhopiroMhopiro kutaura kunoita munhu neruzha, akangwarisa.mhopowartmhoraMhora inamo inoitwa nenyuchi.mhoresaKumhoresa kutambanudza ruoko kumunhu nekumubvunza upenyu...mhorohimhorodziMhororodzi.mhororodziMhororodzi ivara rinosiyiwa nemvura kana misodzi pamuviri...mhorosaKukudza munhu nenzira yekumuchingamidza (to greet).mhoshoerrormhosvablameworthymhotiIri izwi rinoshandiswa nomunhu asina chokwadi chakazara...mhotsaKana chinhu chikaita mhotsa chinenge chakasiyana nezvimwe...mhotsiMhotsi ivhudzi rakamonyana-monyana, turi tupfupi pfupi.mhoubonymhovaKumhova kupera upenyu kwechinhu chisikwa panenge chichifa.mhovhaMhovha ibundo refu rinokura rakabatana, zvekuti nzvimbo...mhowaniostrichmhuKuti mhu kugura chinhu kamwe kamwe uchishandisa banga...mhu-uKuti mhu-u kuchema kunoita mombe.mhudzaKushora.mhudziMhodzi (seeds).mhukaanimalmhuka dzesangowildlifemhuka dzinovaraidzapetsmhuka dzinoyamwisamammalsMhukahuruIchi chidao chevaira nzou chavanozvirumbidza nacho...mhukutuMhukutu ivhu dzvuku rinonyanyowanikwa mumachinga emakomo...mhumboMhumbo ndezvine-nge munyu zvinowedzerwa muderere kuti...mhumbuMhumbu rudzi rwehove inowanikwa pasi pasi pemvura, ine...mhumbwiMhumbwi rudzi rwehove diki, yakatsvukuruka.mhumhiwolfmhumhuMhumhu kukura kwemuviri wemunhu. Chenai ane mhumhu mukuru...mhunaKuponda.mhunduMhundu idendere rembuzvambuzva rinovakwa nevhu.mhunduruMhunduru rudzi rwamakonye anofamba akawanda anogona kudya...mhundwaMhundwa inzvimbo ine uswa hukuru netumiti tudiki...mhungasorghummhunguMhungu inyoka huru nhema inowanzogara muzvuru, ine uturu...mhunonosemhunyukwaMhunyukwa ishanga dzezvirimwa zvakaita somupunga...mhunzimhupuMhupumira.mhupupuMhupupu ihuku diki inenge yati samhukei uye inenge yofamba...mhupuriMhupuri munhu anopa umboo hwezvakaitika.mhuraKumhura kusaremekedza munhu kana kuti kusatenda chinhu...mhurifamilymhuriroMhuriro ndepanopurirwa mbesa, sezvakaita pamaware.mhuroMhuro ishamhu inoshandiswa pakupura zviyo kana chibage.mhurucalfmhururuMhururu imhere yemufaro, inowanzoitwa nemadzimai...mhutemistmhutirwaMhutirwa mukwende unenge wakafukidzwa kana kusungirirwa...mhutwaMhutwa tunzungu tusina kunyatsosvika tudikidiki.mhuviMhuvi inzou isina murembo kana kuti musinga.mhuzhaMhuzha mutambi kana mukwenyi wegitare kana wechimwewo...mi-millamibatanidzwaunionsmibatoHanduro.mibayiroawardsmibhedhabedsmibvunzoquestionablemicherofruitsmichinamachinerymichinimachinerymichinjikwacrossesmidhiMidzi rudzi rwedhirezi rakareba rinoda kutovhara tsoka.midhifiridhaMunyaya dzezvenhabvu yemakumbo, midhifiridha mutambi...midzangacigarettesmidzirootedmidziraMidzira mitsetse inowanzoonekwa pamakumbo evanhukadzi...midziyoapparatusmidzvaMidzva ndezvinosara mudumbu memunhukadzi kana azvara mwana.miedzotestsmienzanisoexamplesMIFANANIDZOlasciviousmiganhuseamlesslymigodhiminesmigogoMigogo ipfungwa mbiri kana zvimwewo zvinhu zviri...migumisiroconsequencesmigwagwaroadsmigwagwa mikuruhighwaysmijenyalotsmikanaopportunisticmikovadoorsmimbaMimba idumbu remukadzi ari kutarisira kusununguka mwana...miminaKumimina kutsaura zvinhu zvakaita semasese, marara...mimvurishadowsminaKumina kutsamwisa munhu nekuramba uchimurambidza kuita...minamaKuminama kukombama kwezvinhu zvakaita semuti, waya...minamatoliturgicalminanaMashiripiti.mindahusbandryminduraKukandira mhenya.MinetiminuteminhengaplumageminiMini ihembe pfupi yechikadzi isingadariki mabvi zvekuti...miniminitrickminiminimumminimummininga miningaKuti mininga mininga kupiringinishana kunenge kuchiita...miningu mininguKuti miningu miningu kuruka kunoratidza unyanzvi.mininiKana zvinhu zvakati minini zvinenge zvisina kuenzana...minisiparatiIchi chikwata kuru kana vatungamiriri vedhorobha kana guta...minisitaGurukota.minitiMiniti chikamu chenguva chine zvidimbu zvidiki...minitihendiAka kasimbi katete kanowanikwa mumawachi kwemunhu mutete...minukaKana hembe yakaminuka inenge iri pfupi, ichisiya mabvi...minuraKana munhukadzi achinzi akaminura anenge akapfeka hembe...minyaKumedza chinhu chakadaro.minyangweMinyangwe rudzi rwebundo rinoita tuminzwa twakawawanda uye...minyuKuti minyu kukuvara zvekuti bhonzo rinofonyoka kana...minyukaKuminyuka kupesana kwemapfupa emuviri kana munhu akuvara...minyuraKuminyura magodo kuapesanisa kana kuasvodogara panzvimbo...minzamisiMinzamisi chinhu chinoitika kwezuva rimwe chete.minziMinzi inyama yakagayiwa-gayiwa kuita twuubvururira.MipatachasmmipimostandardsmipirocontributionsmiraerectmiradziMadzira.mirairocommandsmirayiridzoinstructionsmire mireKuti mire mire ku-mirira munhu kwenguva diki, wobva waenda...mireniyamumillenniummirezaflagsmirididiKuti mirididi kungomira usina chauri kuita.mirigiramuMirigiramu chipimo cheuwandu hwezvinhu zvisina kuita...mirimitaMirimita ndekamwe chete chete kezvidi-mbu gumi zvakaenzana...mirioniMirioni uwandu hunosvika churu huchipetwa kanosvika kachuru.miriraawaitmiririrarepresentmiriritaMiririta chipimo cheuwandu hwezvinhu zvakaita mvura kana...miriroMiriro itarisiro yekuti chimwe chinhu chiitike.miriyonimillionmirizikaKumirizika kuramba uchingotenderera panzvimbo imwe...miriziziKuti mirizizi kumira uchiratidza kuti vapererwa nemazano.miromolipsmisaterminatemisanganiswacombinationsmisanganomeetingsmisasacampsmisevedartsmishadisplacementmishandirapamwecampaignsmisheniMisheni chikoro chakavambwa nokutungamirirwa nemafata kana...mishongachemicallymishonimissionsmisiMisiteresi.misikitimosquesmisisiMisisi munhukadzi waunoshandira kana kuti mukadzi wemunhu...misiyanodifferencesmisodzitearmisorotopsmissisppimississippimiswaMiswa kachipembenene kakaita sezingizi, kanoruma...mitametermitamboathleticmitangaMitanga inzvimbo yakavakirwa matanga ezvipfuyo akawanda.mitaurolinguisticmitemostatutorymitengopricesmiteniMiteni imhando yegirovhosi asi iro rinongopatsanura...miterotaxesmithunzishadesmitiforestedmitipaiMitipai kudya kwakagadzirwa nenyama yakabikwa inenge...mitisaKana mukomana akamitisa musikana anenge amuitisa pamuviri.mitorofreightmitsaraphraseologymitsetsestripedmiunganidzwacollectionsmiviribodiesmizaKumiza kukavira mbeu uchimwaya-mwaya mumunda.miziyamumuseumMlamboMlambo izita rinoshandiswa sechidao nerimwe dzinza revanhu...momomo-oKuti mo-o kuita ruzha kwenyuchi dzakawanda.mochaKumocha kudya kunoratidza makaro.mocharimortuarymodellingmodelingmodoKuti modo kugura chinhu chakanyorovera sebhanana.mogejimortgagemokotekaKunyunguduka kana kupfupfunyuka nokuyerera.mokotoKuti mokoto kuyerera sezvinoita misvodzi pamatama kana...mokoto mokotoKana munhu akati misodzi mokoto mokoto anenge achichema...mombecattle; cowmombe yechiredzwaIyi imombe yekutenda inopiwa kumunhu anenge akurerera...mombe yemashangaKuita mombe yemashanga kungoenda kumwe kunhu usingadzoki...momboIgudo gono, hombe, rinenge riri mukuru weboka.momeKuti mome kuenda panzvimbo kwezvinhu zvakawanda zvokuti...momeraKumomera kuungana kwezvinhu panzvimbo imwe chete...momotaKumomota kuungana panzvimbo imwe chete.momoteKuti momote kuenda pachinhu nokuchifudiga.momoteraKumomotera chinhu kana munhu kumuunganira zvekutoita kunge...monafermentmonanaKupingana kana kuzvimonera pachinhu chimwe.mondaKumonda kuisa zvekunakirwa zvikuru nezvaunenge uchidya.MondenegiromontenegromondojellymondokaKumondoka kukwatuka kana kupfupfunyuka kunoita pendi.mondoraKumondora kugomadza chinhu chakaita sebadza.moneKuti mone kuvhiririka kunoita utsi kana guruva...moneraKana uchimonera zambiya unenge uchirisungirira pamuviri...moneranaKana shinda ikamonerana inenge yapindana-pindana zvokuti...monereKuti monere kutenderedza shinda pachimuti kana...moneredzaKumoneredza kutenderedza sezvakaita waya pabango kana...monerekaKana mugwagwa uchimonereka unenge uchienda...monereraKumonerera kuenda nenzira iri kure inotendereka tendereka.mongaMonga tunyunyu twakada kuita setunhunzi tunoita uchi...mongoMafuta ari mukati memapfupa (marrow).mononokaKumononoka kurudunuka kweshinda kana chimwevo chinhu...mononoraKumononora kusunungura chinhu changa chakasungwa...monyasteermonyanaKana simbi kana zvimwewo zvinhu zvakamonyana zvinenge...monyongodzaKana ukamonyongodza munhu ruoko unenge wakarubata...monyongokaKumonyongoka kuzvimona-mona kunoita munhu achiratidza kuti...monyoroKuti monyoro kuzvongonyoka sezvinoita nyoka.monyorokaKana zhira yakamonyoroka inenge isina kururama.monyororatwistmonzoraKurova zvakasimba nembama kana netsvimbo.mopfoKuti mopfo kumwechuka kunoita chinhu chakabikwa kana...mopforaKumopfora kudambura chinhu chakanyorovera uchishandisa...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store