Duramazwi
miririra
represent
Duramazwi
represent
Kumiririra munhu kumuchengetedza kuti asavhiringwa navamwe vanenge vachimukurira simba.
Kumiririra munhu kumuchengetedza kuti asavhiringwa navamwe vanenge vachimukurira simba.
Aida kurohwa navakomana akamiririrwa nomukoma wacho.
Izvi zvaiitwa nemutsigo nokuti musikana aimiririra kuzotorwa nechikomba chake.
Munhu anofanira kuzvimiririra pane zvaanenge achiita.
Duramazwi
01 / 03miririta
Miririta chipimo cheuwandu hwezvinhu zvakaita mvura kana gasi hunoita chidimbu chimwe chete kubva muchuru.
VerengaSwipe for the next word