Duramazwi
Mazwi ane M.
3433 Shona headwords beginning with M, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 10 pa14
mukuzeswarmmukuziMukuzi munhu anenge achikurudzira vamwe kuti vaite basa...mukuzunguMukuzungu mutomatisi unobereka matomatisi madiki.mukwaMukwa rudzi rwomuti wakaoma chaizvo, unoshandiswa...mukwakwaMukwakwa muti womuchero wakaomarara, unowanzomera pana...mukwamaMukwama kabhegi kadikidiki kanobatirwa mari kana zvimwe...mukwamboMukuwasha.mukwandariMukwandari munhu kana mhuka ine mutumbi mukuru chaizvo.mukwanduMukwandu muti unoita tumaruva twegirini uye unobereka vana...mukwanzviMukwanzvi rudzi rwehove huru ine ndebvu, inofarira kugara...mukwashaMurume akawana mwanasikana wemusha (son-in-law).mukwasvaKana chinhu chakaita mukwasva chinenge chakarebunuka...mukwavaKana chinhu chichinzi chakaita mukwava chinenge chine...mukweMukwe chidimbu chedetenu rakaoma, chinoshandiswa kuchera...mukwembeMukwembe chinhu chakareba chaizvo. Mukomana akadzingwa...mukwendebaggagemukwenoMukweno kamuti kane kumberi kwakaita kamusoro kunokwizirwa...mukwenyiMunyaya dzezvechikoro, mukwenyi munhu anoongorora basa...mukwereraMukwerera idoro rekukumbira mvura kuvadzimu.mukweretesiPane zvebhizinesi, mukweretesi ndouya anopa vanhu mari...mukweretiPane zvebhizinesi, mukwereti munhu anenge akambotora mari...mukweshwaMukweshwa munhu ane muviri mukuru chaizvo.mukwesodefiancemukwidzaMukwidza inzvimbo iri pakati peyakakwirira neyakadzikira...mukwidziMukwidzi kamuti kane mapazi anotandira, kanoita maruva uye...mukwikwidzicompetitormukwimbaMukwimba munhu ane mumhu mukuru, mukobvu uye ari murefu.mumachisiMumachisi muti unoreba chaizvo, unoita mapazi...muManyikaMuManyika munhu anotaura rimwe bazi romutauro weChiShona...mumaraMumara muti unonhuwa chaizvo zvekuti unoshandiswa kudzinga...mumashurePanzvimbo iri mberi pashure pemumwe.mumbaindoorsmumbanzitiMumbanziti muti usingadonhedzi mashizha awo muchando...mumbariMumbari inhumbi dzomukati dzinopfekwa nechinangwa...mumbingwaMumbingwa muti unoita muzvuru, unoita zviminzwa zvinenge...mumbitiMumbiti muti mupfupi wakati bvukubvuku.mumbudziMumbudzi munhu anoita basa rekufudza mbudzi.mumbumbuMumbumbu muti womuchero wemusango une tumashizha tudiki...mumbumiMumbumi muchero wemusango unowanikwa une tuminzwa twakaita...mumbundoMumbundo idutu revhu rinenge rabviswa panenge pacherwa...mumeramaltmumhanyirunnermumhanzimusicmumhodziMunhanga.mumhuChivara chinoonekwa (identity/body stature).mumiririvicarmumiriririemissarymumiswaMune zvekuruka mumiswa ipateni inenge ichiburitsa...mumodzongwaMumodzongwa muti une mashizha mahombe netumapazi tutete...mumumuChimumumu.mumveeMumvee muti unomera wakaita mumwe mumwe, une hunde...mumveveImwe mhando.mumvuraaquaticmumvuriShadowmumwandoMumwando muti unomera zvakaita sepazvuru, unoita vana...mumwaukiMumwauki munhu asingakwanisi kuchengetedza mashoko muhana...mumwesomebodymumwe munhusomeonemumwe nomumweindividuallyMumwenyiMumwenyi munhu anonamata nekutenda muna mwari anonzi Allah.mumwoyoKana zvinhu zvichinzi zviri mumwoyo zvinenge zvisiri...mun'andoMun'ando chikwenzi chinoita maruva, chinotanda chichikwira...mun'onoMun'ono nderumwe rudzi rwemuti womutamba unobereka vana...munaMuridzi.munabaMunaba muti unoita mashizha akatesva mberi nemaruva...munachisiMunachisi muti unogara une mashizha akasvibira, wakaita...munakiroMunakiro wechinhu kutapira kana kuvavira kwacho...munamatiworshipermunamatoprayermunambaKuyedza nepese paunogona nekukasika.munamweMunamwe ivhu rinonamira rinowanzowanikwa mujinga mezvikova.munanaMunana maitire omunhu anoshamisa.munanaziMunanazi muti unorimwa nevanhu, wakafanana negavakava...munangaMunanga muti une minzwa yakakombamira uye yakasimba...munanziMunanzi chipembe chinogadzirwa netsanga, chinoridzwa...munanzvaMunanzva mushonga unokuyiwa kuita upfu wakatsvukuruka...munapukeniIri ijira rakapfava rinosungirwa muchiuno chomwana asati...munatsoKuchenudza zviwanikwa.munatso wemvuraApa pamuromo wemvura inofamba nepasi pamunoti kana zviya...munavaMunava kamhuru kanenge kachangobva kuzvarwa.mundafieldmundatsvaMundatsva muti unotungira uchibva muvhu gore negore...muNdauMuNdau munhu anotaura chiNdau, rinova rimwe bazi romutauro...muNdevereMuNdevere munhu anotaura ChiNdevere somutauro wamai vake.mundimuMundimu muti unogara uine mashizha manyoro nguva dzese...munduMuchidimbu chemurume.mundudeMundude muti usinganyanyi kukura unogara wakasvibira, une...mundunduMundundu makomo akabatana-batana akatanda panzvimbo...mundyaMundya mumwe wemicheka miviri mitete, mirefu, unosonererwa...muneMukati mechinhu (in).munemoMunemo kutaura kunoita vanhu vachiita sokuti vari...muneraMunera muti une hunde hombe, unoita ganda rinosvuuka...mungaiMhodzi dzeuswa ruzivo.mungangangaMunganganga muti womuchero unotanda uchibereka vana vane...munganuMunganu mushonga wakacheneruka, unokuyiwa woiswa mumvura...mungazaMungaza munhu anorwara, anenge achirapwa nen'anga.mungaziMungazi zvinhu zvine utsvuku hweropa zvinoshandiswa...mungengeMungenge imota yakanaka chaizvo, inofamba zvakanaka.mungeziMurungu.mungoroMutambo.mungozaRukweza.mungozvaMuzvere.mungurahweMungurahwe chikwenzi chinotanda, chinoita mashizha akafara...mungurauMungurahwe.munguva pfupishortlymunguva pfupi yapfuurarecentlymunhandeMunhande itambo dzemakavi dzinoshandiswa kusosa munda.munhangaMunhanga chirimwa chinotanda, chinoita mashizha makuru ane...munhangatangaMupudzi.munharaMunhara kamuti kanoreba mamita angasvika mana kachikura...MunharaundacommunicativemunhengafeathermunhenzvaMunhenzva muti unobuda mukaka, une mashizha anoitwa...munhenzwaMunhenzwa igwenzi rine mashizha ane ruvara ruchena...munheuMunheu inguva yezuva rovira inoenda vanhu kuminda mushure...munhevaMunheva ndechokubatisa hove chakaita seduwo chinorukwa...munhikwiMunhikwi kumira kunoita kufema munhu achigwinhwa...munhinzwaMunhinzwa kamuti kane mashizha nemapazi anogara...munhitiMunhiti muti unoreba mamita anosvika gumi namashanu unoita...munhondomunhoweMunhowe muti une mwoyo mutema wakaomarara, une minzwa...munhuanybodymunhu njeKana munhu achinzi munhu nje anenge ari munhu anoonekerwa...munhu wevanhuKana munhu akanzi munhu wevanhu anenge achikwanisa...munhu woseeveryonemunhuchuMunhuchu chibage chakaoma chinotswiwa, chobikwa, chomonwa...munhuhwiscentmunhukadzifemalemunhundurwaMunhundurwa kamuti kanobereka tuvana tweyero...munhunguruMunhunguru muti unoita muchero wakaurungana, unotsvukuruka...munhurukaMunhuruka inguva inonaya mvura yekutanga tichibva muchirimo.munhurumemalemunhuwifragrancemunikeroMunikero zvipo zvinounganidzwa nechita chevanhu...munin'inabrothermunininayounger brother; younger sistermuninuMuninu muti une hunde yakacheneruka, yakatsetseka...munjekenjeMunjekenje muti unoita mapango akasimba.munjiroMunjiro kamuti kanoita maruva egirini akareburuka...munjokoMunjoko mutakura wechibage chakaoma, chinobikwa dziri hupi.munobvaMunobva muti unowanikwa munzvimbo dzine matombo, unoita...munogoMunogo muti unowanikwa munzvimbo dzinopisa, unobereka vana...munondoswordmunongedzoMunongedzo munwe wechipiri unosh andiswa pakuratidza...munongorotoothpickmunoroMunoro mwanasikana anopiwa kumurume anenge atobvisa roora...mununguMunungu ndechakafanana nemunhenga, chakatesva kumagumo...mununudziMununudzi munhu anopatsanura vanenge vachirwa kuti varegere.mununurideliverermunwefingertipmunwiMunwi munhu anonwa doro chaizvo.munwiwaMunwiwa chirimwa chinorimwa mukati medzimwe mbesa...munyaMunya isadza rinenge rarara.munyadzaMunyadza muti une tumapazi tutete, tunokura tuchikwira...munyahavaMunyahava muti unoita maruva machena, unobereka vana...munyaiMunyai munhu anotumwa nemuroori kuti anosvitsa shoko...munyairaKana munhu achimunyaira anenge achifamba asina kupfeka.munyakaMunyaka rudzi rwebwe rakapfava rinowanzovezeswa zvishongo...munyakanguMunyakangu muti unogara wakangosvibira, unoita hunde...munyakomoMunyakomo muti une hunde yakasvibira uine ganda...munyakweMunyakwe ivhu dema dema rinoshandiswa kuumba hari...munyamaMugopogopo.munyambanjeMunyambanje kamuti kasingarebi zvakanyanya kuenda mudenga...munyamhungaMunyamhunga rudzi rwebundo rinowanikwa munzizi, rinoreba...munyangoveMunyangove zviminzwa zvinovezwa padare romuseve kuti...munyanhandoMunyanhando kamuti ketete karefu kanosimwa, kanobereka...munyanzeeMunyanzee idare romuseve rinenge rine minyangove.munyaradzicomfortermunyarikaniUyu munhu akaita saambuya kana mukuwasha wako, waunopa...munyasiKana chinhu chiri munyasi mechimwe chinenge chiri chipfupi...munyatsonipplemunyaviriMunyaviri chirwere cheganda chinoita kuti rizvimbe kana...munyawiriMunhu duku.munyeKuti munye kuisa chinhu mumuromo uchichibovera nguva imwe.munyefuMunyefu ndezvinotefetera zvinoiswa pamubhedha kuti munhu...munyembaivymunyengedziMunyengedzi munhu asingatauri chokwadi, anonyepera vamwe...munyengerideceivermunyengeteroprayermunyenguMunyengu idoro rinotengeserwa mumabhotoro, risina masese.munyenjeMunyenje muti unofarirwa nenyenze wakaomarara, unowanikwa...munyenzaMunyenza muti unoita maruva machena anonhuhwirira unoita...munyepfufleshmunyepiliarmunyeveriMunyeveri munhu anozivisa mumwe kuti agare akangwarira...munyeyiMunyeyi ishamwari yemhuri inonzi inokwanisa kuviga vanhu...munyiiMunyii muti unomera munzvimbo dzisinganyanyonaya mvura...munyika yosenationwidemunyongacurvemunyoriauthormunyori wenhoroondohistorianmunyori wenziyosongwritermunyoromildermunyusaltmunyukweMunyukwe mwando unobuda pauriri hweimba yakaroverwa...munyungiraKumunyungira kudya chikafu chakaoma wakavhara muromo...munyunguKuti munyungu kuita karuzha pakuedza kutsenga chikafu...munyurwiwormmunzaaMunzaa ibhegi rinoisirwa nhumbi nomunhu kana achifamba...munzambaraMuruguru.munzunguMunzungu chirimwa chisingakuri zvakanyanya kuenda mudenga...munzvaMudzimai wezuro.munzviMunzvi ndepakatesva pechinhu chakaita semuseve.munzwathornmuondeMuonde muti unokura zviri pakati nepakati, unowanzomera...muondoMuondo kananairwa kanogara mumwena, kanoruma uye...muonekedzoIzvi ndezvinoitwa pekupedzisira pechiitiko. Pakapera doro...muonerapamweUku kuita basa kana chimwe chinhu vanhu vakawanda uye vose...muongiMuongi munhu anopepa munhu anenge achirwara.muongororiexaminermuoniseermuonoMatauriro mumatambudziko (vision/view).muoraMuora muti usina kuomarara, wakada kufanana nemuzeze.muoreMuore ihuni dzava kuora, dzisisanetsi kutyora.muorivhiolivemupainipinemupakatoMupakato chis- mbi, chijira kana chimuti chinobati- swa...mupakwa[mupaka] Mukwe- shangoma.mupambadziMupambadzi munhu anofamba achingotaura two- se twose...mupambareshinmupambariMupambari mu- nhu anofamba achitsvaga zvekudya kana...mupambiMupambi munhu anorwisa imwe nzvimbo kana nyika nehondo...mupamboMupambo mafuro edoro anotutumira achienda pamati- vi...mupandacompartmentmupandeMupande kutinhira kune simba kunoitika kana kunze kwava...mupandirwa[mubandirwa] Kurimwa kunoitwa pasi pakaoma.mupandukirebelmupangara[mumhangara] Mupangara muti unoita mazimi-mupanginzwa makobvu ari marefu, une mwoyo mutema uye...mupaniMupani muti une mwoyo wakasimba chaizvo, unoti kana chiri...mupanjeMuhomba.mupanzeMupimbira.muparadzispoilerMuparidziecclesiastesmuparikiMupariki murume anenge aine vakadzi vaviri kana kupfuura.muparingoMuparingo igodo kana chimwewo chinhu chakapafamara...muparuMuparu mucheka waishandiswa kare kubata mazamu.mupasaintrudermupatavalemupatiMupati munhukadzi anoita vana vakawanda vasina baba...mupatsaMupatsa muti mudiki, unoita mapango akasimba uye...mupavhanemaruva madiki machena uye uno-wanzomera muzvikomo kana...mupawoseMupawose munhu asinganyimi, anoyamura vanhu vanotambura...mupembeMupon'oro.mupembedziMupembedzi munhu anokurudzira zvinenge zviitwa nemumwe...mupembereMupembere muti unotanga waita maruva usati wabuda mashizha...mupememeMupememe i-ndebvu dzapachirebvu dzinenge dzakareba...mupemhibeggarmupenderobordermupengoMupengo munhu anenge achirwara nechirwere chepfungwa...

