KwaunobvaDuramazwiMmunhikwi

Duramazwi · zita

munhikwi

dukurwa

Zvinoreva

Munhikwi kumira kunoita kufema munhu achigwinhwa muchipfuva zvinokonzerwa nokusanyatsovhari-ka nekuvhurika kunenge kuchiita mukana wekufema nawo.

1

Munhikwi kumira kunoita kufema munhu achigwinhwa muchipfuva zvinokonzerwa nokusanyatsovhari-ka nekuvhurika kunenge kuchiita mukana wekufema nawo.

Kana munhu achidikura anenge achiita ruzha runoitwa nomunhu anenge ane munhikwi.

Kuti pfiku pfiku kuchema munhu achiita karuzha kaye kekunge ane munhikwi, kanoratidza shungu.

Zvakafanana

dukurwa

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munhinzwa

Munhinzwa kamuti kane mashizha nemapazi anogara akasvibira, anenge ari matatu matatu, unobereka vana vanodyiwa.

Verenga

Swipe for the next word