KwaunobvaDuramazwiMmunhenzwa

Duramazwi · zita

munhenzwa

Zvinoreva

Munhenzwa igwenzi rine mashizha ane ruvara ruchena, rinobuda mukaka, uye rine mudzi wakabumba sembambaira uye richiita vana vanenge nyemba.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munheu

Munheu inguva yezuva rovira inoenda vanhu kuminda mushure mokunge vadya kudya kwamasikati.

Verenga

Swipe for the next word