KwaunobvaDuramazwiMmunhenga

Duramazwi · zita

munhenga

feather

runhenga

Zvinoreva

Munhenga makushe akareba anovhara muviri weshiri, anoita kuti dzimwe dzacho dzigone kubhururuka.

1

Munhenga makushe akareba anovhara muviri weshiri, anoita kuti dzimwe dzacho dzigone kubhururuka.

Munhenga makushe akareba anovhara muviri weshiri, anoita kuti dzimwe dzacho dzigone kubhururuka.

Chapungu ishiri yakada kufanana negondo, inodya tumwe tupuka, isingadonhedzi munhenga uye inobhururukira mudengadenga.

Munungu ndechakafanana nemunhenga, chakatesva kumagumo, chinowanikwa pamuviri wenungu.

Zvakafanana

runhenga

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munhenzva

Munhenzva muti unobuda mukaka, une mashizha anoitwa muriwo, anotunga gore negore.

Verenga

Swipe for the next word