KwaunobvaDuramazwiMmunhenzva

Duramazwi · zita

munhenzva

Zvinoreva

Munhenzva muti unobuda mukaka, une mashizha anoitwa muriwo, anotunga gore negore.

1

Munhenzva muti unobuda mukaka, une mashizha anoitwa muriwo, anotunga gore negore.

Munhenzva muti unobuda mukaka, une mashizha anoitwa muriwo, anotunga gore negore.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munhenzwa

Munhenzwa igwenzi rine mashizha ane ruvara ruchena, rinobuda mukaka, uye rine mudzi wakabumba sembambaira uye richiita vana vanenge nyemba.

Verenga

Swipe for the next word