Duramazwi · zita
Zvinoreva
Munhara kamuti kanoreba mamita angasvika mana kachikura kakaita dzatsi, kanowanikwa kakatevedza nzizi.
Mutarara.
1

2

Zvakafanana
mukaramadzi · mukowe · munharauta
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03Munharaunda
communicative
VerengaSwipe for the next word