KwaunobvaDuramazwiMmunhanga

Zvinoreva

Munhanga chirimwa chinotanda, chinoita mashizha makuru ane tuunye, anodyiwa somuriwo uye chinobereka manhanga.

Munhanga inzvimbo inorara mombe masikati kana vafudzi vari kumbodya.

1

Urwu rudzi rwomunhanga unobereka vana vasingadyiwi asi mashizha acho achigona kudyiwa.

2

Zvakafanana

muboora · munhikiti · mumhodzi

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word