Duramazwi
1
Nhemeteme nderimwe chete rorumwe rudzi rwemakonye akasvibira, anodyiwa, anowanikwa pamuti womusasa kana munhondo.
Tsarimba imhodzi dzemiti yakaita semunhondo, mupfuti, musasa nemuunze.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03munhowe
Munhowe muti une mwoyo mutema wakaomarara, une minzwa yakasimba uye unowanikwa munzvimbo dzinonaya mvura yakawanda.
VerengaSwipe for the next word