Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi munhu nje anenge ari munhu anoonekerwa pasi achinzi haana zvaanobatsira paupenyu.
1

Munhu nje munhu murombo asina chakakosha chaanacho.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03munhu wevanhu
Kana munhu akanzi munhu wevanhu anenge achikwanisa kugarisana uye kushanda nevamwe zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word