KwaunobvaDuramazwiMmunhu

Duramazwi · zita

munhu

anybody · anyone · human · individual · person · personage · someone · person; human

Zvinoreva

Chisikwa chakaita sewe neni. 1 Munhu chisikwa chakaita sewe neni, chinotaura nekufunga, uye chinofamba nemakumbo maviri.

1

Chisikwa chakaita sewe neni. 1 Munhu chisikwa chakaita sewe neni, chinotaura nekufunga, uye chinofamba nemakumbo maviri.

Dai zvainzi munhu imvura yaanga achinwa achibva asiya ndokundipa zvaive nani.

Takue ndiye aitova munhu kwaye pavese unotoshaya kuti mwari vakazviita sei?.

Ndakafara kuwana musina munhu ndichibva ndangosvika ndichikwidza upstairs.

2

Kana vanhu vachiti nhingi munhu vanenge vachireva kuti ane tsika nounhu hwakanaka.

3

Kana vanhu vachiti pamutambo pakange paine munhu vanenge vachi-

Mwana wa

rusvava

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munhu nje

Kana munhu achinzi munhu nje anenge ari munhu anoonekerwa pasi achinzi haana zvaanobatsira paupenyu.

Verenga

Swipe for the next word