KwaunobvaDuramazwiMmupendero

Zvinoreva

Mupendero kumucheto kwehembe kunenge kwakapfunyirwa mukati ndokusonwa kuitira kuti kusadudunuke.

1

Kana uchifarutsa mupendero wehembe unenge uchiuita kuti ukure kudarika zvawambenge wakaita.

Mupendero kumucheto kwehembe kunenge kwakapfunyirwa mukati ndokusonwa kuitira kuti kusadudunuke.

Mupendero wechinyorwa chikamu chokupedzisira chinenge chava kusunganidza mashoko ese ataurwa nezvawo.

2

Zvakafanana

mukombero · matsigo · mupeto · mhande · rupandi · mhendero

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mupengo

Mupengo munhu anenge achirwara nechirwere chepfungwa, kazhinji ane nguva dzaanorova vanhu chero vasina kumutadzira.

Verenga

Swipe for the next word