Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mupememe i-ndebvu dzapachirebvu dzinenge dzakareba nokutesvera.
1

Yakanga yatova fashoni yevarume yokugerwa muparavavara vachisara nomupe
mememe wendebvu semapositori.
Mupememe i-ndebvu dzapachirebvu dzinenge dzakareba nokutesvera.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mupemhi
beggar
VerengaSwipe for the next word